United States of America inyika iri kuziwumbe reNorth America.
| |||
National motto: In God We Trust | |||
Nyika iyi ndiyo ine hupfumi hwakanyanya Pasirose. Pari zvino inotungamirwa naPresident Joe Biden akaiswa pachigaro musiwa 20 Ndira 2021 achitsiva President Donald Trump. Barack Obama anova akazvarwa nababa munhu mutema vakabva kuKenya vari verudzi rwechiLuo. Mai vaObama murungu.
pasi pebumbiro remutemo, mutungamiri wenyika ndiye mukuru wemauto anosanganisira Mauto, Navy, Marine Corps, Air Force, Coast Guard, uye Space Force
North America |
United States of America | Canada | Mexico |
This article uses material from the Wikipedia chiShona article United States of America, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.