Ndira 1

Ndira 1 kana 1 Ndira ndiwo musi rekutanga regore mukarenda ye Giregori.

<< Ndira >>
Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg
1 2
3 4 5 6 7 8 9
10 11 12 13 14 15 16
17 18 19 20 21 22 23
24 25 26 27 28 29 30
31
2021

Kwasara mazuva 364 kuti gore ripere (365 mumakore eku svetuka (leap?)). Zuva iri rinozivikanwa seZuva reGoredzva sezvo zuva richiratidza kutanga kwegore.

Zviitiko

Shure kwe ma1600

  • 1500 – Muongorori we chiPutukezi Pedro Alvarez Cabral akawana mahombekombe e Bhuraziri.
  • 1502 – Nzvimbo yemazuvano e Rio dhe Janeiro, Bhuraziri, inotanga kuongororwa nemaPutukezi.

1601 - 1900

  • 1801 – Seresi, chindeya-chidiki chakakura uye chekutanga chinozivikanwa mubhandi re Asteroidhi, chakawanikwa naGiuseppe Piazzi.
  • 1804 - Kutonga kweFuranzi kunopera muHaiti. Haiti inova rudhende rwevatema rwekutanga uye nyika yechipiri yakazvimirira muMaodzanyemba Amerika mushure meRubatano rweMavuso (Hyunaitedhi Stetsi).
  • 1877 – Mambokadzi Victoria wekuUK akanzi Emperesi ye India.
  • 1890 - Eritiriya yakabatanidzwa kuita koloni neHurumende ye Itari.
  • 1899 - Kutonga kweSpeini kunopera muKyubha.
  • 1900 - Naijeriya inova mumiriri weBhuritaniya naFrederick Lugard semukuru wekomisheni.

1901- ku ikozvino

  • 1901 – Iyo kuProtectorate ye kuChamhembe che Naijeriya inovambwa mukati meEmbaya ye Bhuritaniya.
  • 1901 - MaBritish makoroni eNew South Wales, Queensland, Victoria, South Australia, Tasmania, uye Western Australia mubatanidzwa seCommonwealth yeAustralia; Edmund Barton anogadzwa kuva Mutungamiriri wekutanga.
  • 1912 – Rudhende rwe Chayina rwakagadzirwa.
  • 1945 - Hondo Yenyika II: Luftwaffe ye Jerumani inotanga Operation Bodenplatte, hombe, asi yakakundikana, kuyedza kubvisa simba reAllied mhepo kuchamhembe kwe Yuropu nekurova kamwe chete.
  • 1947 - Hondo Yekutonhora: Nzvimbo dzekuAmerika neBhuritaniya dzinogara muRubatano-rwakagarwa Jerumani, mushure meHondo Yenyika II, dzinosangana kuita Bhaizoni, iyo yakazotevera (nenzvimbo ye Furanzi) yakava chikamu cheMadokero e Jerumani.
  • 1956 - Sudhani inowana rusununguko kubva kuIjipita neRubatano rweUmambo.

Mabviro eruzivo

Tags:

Ndira 1 ZviitikoNdira 1 Mabviro eruzivoNdira 1

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

HunakuChikuvamagwaroKushambadzaKubvisa nhumbuRinopasiWikipedhiyaShonaKomichiTezvaraEnos ChikoworeAmerika MaodzanyembaBvininaMurongazuvaMeningitisGeorge W. BushAndroid phonesKunaya kweMvuraMhandaChihindiUnganyeredziMadoraMaodzanyembaZvipfuyoMuchechetereChibageKuumbaMutauroChipikaSikiChiedzaChindauRViennaTsvukuVakongoHarareVahungweMusi weChisiKurume 29Matongerwo eNyikaNhabvuNyaparaChikare (bonde)ChidawoSvoviKurevaRanjisi (ruvara)Zvita 18NyokaMwedzi muChadengaGoreJorodhaniMapatyaVarunguShiriKupombaMatinji2020ChiveveZvita 24UchivanhuMuviriZvidyoZvipfeko zveMusoroMlalaziNzimbeMupandaShava Nyakudirwa🡆 More