Chihindi

Chihindi (Dhevhanāgarī: हिन्दी, हिंदी, ISO: Hindī), kana Chihindi chanhasi (मानक हिन्दी; Mānak Hindī), mutauro we Chiindo-Arya unatauhwa kakuru mu Bhande rechiHindi rinotora rhijoni ye zvikamu zve maodzeranyemba, uvupakati, mabvirazuva uye madokeri e India.

Chindi chinotsanangura serhejista ye chistandadhi uye chisaniskriti we mutauro we Chihindustani, wakasikwa pachikuru ne mutauronyina we Chikharibholi wekuDheruhi uye maruwa epadhuze eIndia ye Maodzanyemba. Chindi, chinonyorwa ne Keruro ye Chidhevhanagari, ndiwo mumwe mutauro pakati pembiri wechihofisi we Hurumende ye India, pamwe ne Chingezi. Mutauro wechihofisi mumavuso mapfumbamwe uye materiro akabatana matatu, uyezve mutauro wechiwedzerwa mumamwe mavuso matatu. Chihindi ndiwo mutauro wechimakumimayiri-mbiri weshejuri ye Chayina.

Mashoko ashandiswa

  • maodzanyemba (north), maodzeranyemba (northern)
  • pakati; vupakati (center; middle) uvupakati; uhupakati; uwupakati; uupakati (central)
  • mabvazuva (east), mabvirazuva (eastern)
  • madokero; mavirira (west), madokeri; mavirire (western)
  • chamhembe, uzasi (south), vuchamhembe; uvuzasi (southern)
  • Shejuri (schedule)

Tags:

ChayinaChingeziIndiaMakumi maviri nembiriMitauro ye Chiindo-Arya

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

KanadhaMukadziUnganyeredziChikumi 11DhorofiyaRumandaMipanda yemazitaHukuMehikoChizuluMuti (mushonga)RukwezaChirema (chindeya)Kubvumbi 3Nzou - SamanyangaChihausaShava NyakudirwaNyamavhuvhu 6NdegeRuambandangaChirhashiyaNhonhoChamhembeMuhachaZvombo zveShomweChivabvu 30JKiwaniHondo yePasirose yeChipiriMudzidzisiMadokeroNunguBhaziHuguguNhutaVajudhaBhuritaniVaTavaraRativhiyaChiitariMundaMhukaJerusarema2014ChiNdevereMhuri ye mutauroWikipidhiyaVarunguNaijeriyaShumbaVadomaHudzvanyiririKurume 18Gungwa re AtlandikiNdira 12VavhendaUkonfuzhiMbezoChikuvamagwaroNharaundaSinyoroMabvazuvaEriteriyaShondoRwiziTsindiMusikanaChikumi 5Gurwe2023Nyamavhuvhu 3Dzitsi (Mazwi)Peji rekutangaChibatiro (mudziyo)HushangazhiChiedzaKunyenga🡆 More