Chiedza

Chiedza (Chirungu: light ) zvinoreva masaisai anobvisa rima panzvimbo anova ndiwo tinogamuchira mumaziso edu patinoti tiri kuona.

Chiedza chingabva kuzuva kana umwe mwenje wakaita sekenduru, moto nerambhi. If you know anyone called Chiedza, you very are blessed. Cherish her or him because they work hard for you. In other words, they shine the light for you.

Chiedza

Zhenje (grass torch) kureva chiswa chiri kushandiswa semwenje.

Kurerutsa Mutauro

  • Rujeko (light, dawn).
  • Ruvheneko (light).
  • Kuvheneka (to give light).
  • Mwenje (lamp).
  • Kuhwitudza kana kuringirira (reflect) zvinotaura chiitiko chokuti chiedza chikawira pachiro chinovaima, chinotumuka kubva pachiro ichi. Sokuti kana munhu akamira pamberi pechiringiro anoona uso hwake pachiringiro nokuti chiedza chabva pauso hwake chinoti kana chawira pachiringiro chinodzoka kwaari.
  • Kungarikira (Translucent; allows light to shine through without detailed images) kureva chinhu chinotendera chiedza kudarika asi chizingawonekere zvakajeka.

Rujekese (to make things clear, enlightenment) apa kutaura kuisa nhau pachena kana kuunza kunzwisisa, kana nguva yokunge vanhu vajekerwa nezvinhu.

Tungidza mwenje tione kwatinoenda.

Mamwe Mazwi

  • Hwitu (ideophone of flashing).
  • Kuhwituka (flash).
  • Kuhwitudza (1. Cause to flash, 2. Reflect light).
  • Bwibwi (ideophone of Shining reflecting light; as water does). Kubwibwima (1. Shine, 2. Be glossy).
  • Kubwibwinya kana kutoira (Twinkle).
  • Tarisai chinyorwa chinonzi Ra pazviito achishanduka Dza.

Mazwi eBantu

  • VaKongo vanoti mwini (n.sunshine, sunlight, daylight) kureva chiedza chezuva. Mamwe mazwi: mini (n.light) kureva chiedza. Minika (v. enlighten; show a light) kuvheneka.
  • Barotse vanoti liseli (n. light) zvichireva chiedza. Basotho vanoti leseli kana maseli (n. light) zvichireva chiedza.
  • Mang'anja vanoti kuera (to be white or light) kureva kuchena. Mamwe mazwi: kuyera (of whiteness, cleanliness, brightness, clearness, purity, holiness) kureva kuchena.
  • VaMbugwe vanoti weero (light) kureva chiedza. Baila vanoti mumoni (n. light) kureva chiedza. Herero vanoti yerisa (v. enlighten; make pure, bright, polish).
  • VaTaita vanoti kuela (v. to be light) kureva kuyedza. Kwama vanoti shaŋa (v. shine, 2. be on 3. light, dawn).

Tags:

KenduruMotoMwenjeZisoZuva

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MariWashington, DCMakunakunaMapfundeGutsaruzhinjiTokyoGlendaleChijapaniFanzaImbumbuMuchatoChiheraMipanda yemazitaMoyo SinyoroPasiMbitiSamushaKutizira mukumboQPolandKurera MwanaMuzongozaBoterekwaNgongoniRwiziBumbiro re MabhiVanguniZavazavaBhahari re AdhiriyaChizuluMwaka muZimbabweBuweIndonezhaNzeveShukukuviriUnenaruvamboKutema NyoraHariMusiChirhashiyaMbudziShumbaChidawoChinamatoMuringoMagureKosovoGungwa rePacificDhanemakiSekuruScotlandSarapavanaVajudhaVNdaramaMbutuMubvukaMhataMbenge sezitaKukumbana pabondeMogadishuRwatataMubveveKubvumbi 23Mutupo weMbevaKutanyaMangwananiChikunguru 18DzvinyuChibatiro (mudziyo)MhungaDhadhaRhashiyaPakistanSachigaroKupindana kwamazuva🡆 More