Vahungwe

Tarisai futi mapeji e: Vambire, Vakaranga uye Vashona

Vahungwe kana Wahungwe waive vanhu vedzinza rerakabva kuChamhembechekupakati cheAfurika vakauya kunokagara muZimbabwe. Vahungwe chikamu chedzinza reVakaranga saka vari pasi pesomborero reVashona.

Rusinga re Vahungwe

Hungwe idzinza huru muZimbabwe rinodanwa ne mazita akawanda, vamwe vanowati Chasura, Maoko Mavi, Varidzi WoNyika, Vaera Denga uye vamwe vanowati Nyoni. Vachirivamwe, vanhu vedzinza reHungwe.

Nemato inotendwa kuti yakabva kuZambia yakadzika, munzvimbo yeku chamhembe chenzvimbo ye dhidhizha inozivikwa izvozvi seZambezi.[sitesheni inodiwa] 

Nemato aive baba weVasakunara ne Vachasura, saka dzinza reHungwe rakakura kubva ku Vasakunara ne Vachasura. MaHungwe pabhurika irusinga raka dhiskavhwa utandarika hwe Zimbabwe uye vakabvumwa kunzi ndivo vatauri veChibhantu vakatanga kugara muivhu re Zimbabwe uye taridziko yavo yateera mushure meVasani ne Vakhoi.[sitesheni inodiwa]

Madzitateguru eMashona

Zvinozivikwa kuti zuti rekuti Shona harizi reChibandu uye kuti rakapihwa na Clement Doke mukuteedza tete wake wainzi Shona. Mutauro ne neVanhu vaiitaura vainzi wo "Shona, Swina, Chino, Karanga" - asi mazit aya aive ekutuka.

Zvinotendwa ne nyanzvi kana vadzidzi we nhoroondo kuti Vashona vekutanga vakauya kunogara mu Zimbabwe vaidanwa nezita rimwechete, pasi pesomborero yekuti "VaHungwe". Vakazoteera vachigwisana, kugarisana uye kutongana ne vaHungwe vanonzi wo "Vambire".

Zvinonzi wo Vambire ndivo vasiki veUmambo weMutapa ne Umambo weRozvi wakazo paradzwa ne masinga akasiyana echiNguni wakafamba munzvimbo yaive neRhodhizha munguva ye hondo dze Mfecane.

Masinga eVanguni ava vaive Mandebele anogara muchamhembechemaadokero eZimbabwe, uye rusinga rwe Vashangane muchamhembechemabvazuva eZimbabwe. Zvinotuarwa kuti Vahungwe vakagara muZimbabwe makore mazanazana akawanda Vambire vasati vauya.

Vahungwe mazuva ano

Hama dzemusinga weVahungwe nhasi vanowanikwa munzvimbo dzinosanganisa:

  • Somabhula, Filabusi, Mberengwa uye zoni re Gwanda kwavanotaura Chindebele (nekuda kwekugarisana);
  • Masvingo, Shurugwi uye marijoni eZvishavane kwavanotaura Chikaranga.
  • Plumtree, Bulili uye materitori ekuMangwe kwavanotaura Chikalanga.
  • Mazoni emavharei reZambezi kuHwange, Binga uye Dande kwavanotaura Chinambiya uye Chitonga;
  • Chipinge ne mazoni eChimanimani kumabvazuva e Zimbabwe kwavanotaura Chindau.

Mukupfuura mafuringa (fringes) eZimbabwe, hama dze Vahungwe vanobvumwa kuwanikwa pakati be Vavhenda muAfurika Chamhembe, Vakalanga mu Bhotswana, Vatonga muZambia, uye Vandau muManyika ne Vashangani muMozambiki.[sitesheni inodiwa]

Vahungwe, Vakaranga, Vashona

George Landow, a Professor of English and Art History at Brown University in the U.S highlighted a refusal by Europeans and their companions to grasp the way that the Great Zimbabwe was worked by the Karanga as a rule, and the Hungwe specifically.

Humambo hwe Zimbabwe

Hungwe raive zita re mutupo uye chimiriro chaishandiswa semu

Mmawe mapeji ekutarisa

Mabvizro eruzivo

Caton-Thompson, G. and Gardner, E., 1932. The Prehistoric Geography Of Kharga Oasis. [Erscheinungsort nicht ermittelbar]: [Verlag nicht ermittelbar]

Tags:

Vahungwe Rusinga re Vahungwe Humambo hwe ZimbabweVahungwe Mmawe mapeji ekutarisaVahungwe Mabvizro eruzivoVahungweVakarangaVambireVashona

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

RwatataRinyangaBhananaTsangamidziChiredziKushinhaShava MwendamberiMirairo gumi yaMwariManejaMadoraNhamba yeAtomuNhembeChiTongaZagrebKukadzi 15HohwaHudyuUkonfuzhiNhevedzwa dzeMvuraUyisalamaVladimir PutinRuzivoNdaramaGwengaZvinyorwa zve Zvechivanhu kuzhe kwe WikipidhiyaVaarabhuMutupoSadzaHuroroDarejenaChindauShumba -MhaziMusamboMunhurumeShumba NyamuzihwaDuramahwiNdira 7ChapunguDhumbeChipangidzoUnited States of AmericaNganoAdolf HitlerZiziChivhiyetinamuMhungaKatiUnited Arab EmiratesKurume 26ChipfambiUtemabanze we Rudhende rwe VukongoMhiri kweMakungwaNhuta2021SkopjeVugandaChiveveHutanoPeji RekutangaSebheGunyana 1AfurikaZhizhaDumbaVavhendaNyaudzosingwiMatongerwo eNyikaHukuMudusoChizuluKuchenamaMhembweNharaundaBaba VeduChitaitaiLondon🡆 More