Vuganda

Vuganda (kureva Uganda) kana Buganda, uye pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Vuganda, inyika yakakomberedzwa iri kumabvazuva kweAfurika.

Republic of UgandaJamhuri ya Uganda
Vuganda Vuganda
National motto: For God and My Country
Vuganda

Vuganda inoganhurana nenyika dzinoti: Kenya iri kumabvazuva; Sudhani Chamhembe iri kumaodzanyemba; Utemabanze we Rudhende rwe Vukongo iri kumadokero; Rwanda iri kuchamhembechekumadokero uye Tanzania iri kuchamhembe.

Kuchamhembe kwenyika iyi kunobatanidzira chikamu chikuru cheNyanza Victoria iyo ine zvikamu muKenya neTanzania; izvi zvoreva kuti Vuganda iri muNyanza Huru dze Afurika. Vuganda iri munzvimbo inobva mvura yeRwizi Nile uye matunhu ayo ane mamiriro ekunze akatsaukana asi achienderana nepairi pane muenzanisi.

Zita rokuti Vuganda rinobva paUmambo we Vuganda, hunobatanidzira chikamu chikuru chekuchamhembe kwenyika zvichisanganisira gutaguru reKampala. Mutauro wayo wechihofisi iChingezi. Mutauro weChiganda wakatekeshera nenyika yose uye kune mimwe mitauro mizhinji inosanganisira Chiswahiri, Chiateso, Chilango, Chiacholi, Chinyoro, Chinyankole, Chikiga, Chiluo, Chitooro, Chisamia, Chikopadhola, uye Chisoga.

Mutungamiri wenyika pari zvino (2021) anonzi Yoweri Kaguta Museveni uyo akatora chigaro nechisimba mugore 1980.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Tags:

AfurikaKenyaMabvazuvaMadokeroMaodzanyembaNyika yakakomberedzwa nedzimweRwandaSudhani ChamhembeTanzaniaUtemabanze we Rudhende rwe Vukongo

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

RaosiVaxhosaLibyaChiSpanishGurapakatiNzimbeSingaporeHute (ruvara)Kurume 18ChiitariKuramwa BasaGabhoniMbudzi 29UsikhiMaZuluAnthakitikaDabaNharaundaNhutaKukumbana pabondeChihindiNzunguNjeeChayinaPono2019NjuzuIsaac NewtonPfumoNdira 7Fayera re kombiyutaNhabvuDuramahwi2021VakorekoreChifurenjiChenaMaenzaJira ReretsoKubvumbi 28JerumaniGumiguru 2FuranziAfurikaMhizhaMutsonzowaJerusaremaSloveniaChikumi 11Nyamavhuvhu 1Nyamavhuvhu 3RinopasiHararManikidzoShumbaMoyoMamotaMbiseFloridaTsokoPureshaKukumbanaMunhuShangwaBheniniDigoShumba NyamuzihwaMoyo SinyoroMaodzanyembaRufuDohaVadomaPahuroNdira 1🡆 More