Clement Martyn Doke (1893 - 1980) vaive mazvikokota wezvemitauro yenyika dzevatema dzemuAfrica vari mugari wenyika yeku Chamhembe kwe Afurika, nyika yeJoni.
VaDoke vaive munyori mukuru wezvinyogwa zvakawanda zvinosanganisira ma Duramahwi emarudzi akawanda evatema ne Nhoroondo dzechinyakare dzemitauro yavatema vemuAfrica. Vainyora zvinyorwa zvavo zvese izvi vari mushandi weUniversity of Witwatersrand kubva mugore ra1923 kusvikira mugore ra1953. VaDoke vakava mazvikokota wemitauro yemuAfrica wokutanga kukanda pasi mavonero nenzira dzemaongororo emitauro anoenderana nemafungiro evarungu vokuEurope.
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Clement Doke, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.