Vakaranga

Tarisai futi peji re Vakalanga

Mutauro Chikaranga
Huwandu 8.5 miriyoni
Mutauronyina Mitauronyina eChikaranga
  • Duma, Jena, Mhari (Mari), Ngova, Govera
  • Venda (kwete Tshivenda)
  • Nyubi (yakafa).
Mhuri yemutauro Bantu
Nzvimbo Masvingo, Midlands Province
  • Mberengwa districts
  • Zvishavane districts
Nyika Zimbabwe
Hukama Vakaranga vane hukama huripedyo ne:
Munhu Mukaranga
Vanhu Vakaranga
Mutauro Chikaranga
Nyika Vukaranga, Zimbabwe

(Nyubi -> Matabeleland nyika isati yatorwa neVarungu, yakafa)

Vakaranga kana Wakaranga vanhu venhu vechiBantu vedzinza rechiShona, vanotaura Chikaranga. Vakaranga vane hukama ne vamwe vanhu vedzinza rechiShona, Vazezuru, Vandau, Vamanyika (Samanyika), neVakorekore. Uye vane hukama huri pedyo neVakalanga, Vavhenda, Vasena neVadoma.

Vambo rezita

Zita rekuti Karanga rinowanzo fungidzirwa kuti rakabva kuzita rekuti Kalanga pakapesana vanhu vabva kuMapungubwe vachienda kunowaka Umambo hweZimbabwe, vamwe vachienda kunowaka zvimwe, munzvimbo yeChamhembe cheAfrika.

Nhoroondo

Vakalanga

Vanyai

Varozvi

Makaranga anozivikwa

Obey Makamure (29 Mbudzi 1993) | muyimbi anoenda nezita rekuti 'Tocky Vibes'

Mabviro eruziva

Tags:

Vakaranga Vambo rezitaVakaranga NhoroondoVakaranga Makaranga anozivikwaVakaranga Mabviro eruzivaVakarangaVakalanga

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MinskSusoShava Museyamwa2020HukuNgwaratiVanambyaDzehugaro huviriMadunhurirwaDerereVambireUvakiTiranaMupurwaGabhoniBhahariMhungaMhuriSekuruUnited States of AmericaDzitsi (Mazwi)TsumoPfumoWikiduramazwiBununuMbudzi 29HutsiHolandiPeji RekutangaChikumi 19HurungweMazinoHariZerereDzomaChipariFloridaRhashiyaZvipfekoPfutiKubvumbi 3ChizuluMombeMoscowRuzivoShumba -MhaziKazakhistaniMabvazuvaNdariraTunisiaKalangaChichayinaMukwereraUnyeMoyo DhehwaUbareKuumbaPonoNdira 18Kukadzi 9VaZigulaZvombo zvehondoHanaDzinzaZvombo zveShomweJorodhaniChiranduKuredzaMufenjeMimhanziArgentinaFuranziTanzaniaDzunguMwaka muZimbabweMadrid🡆 More