Mutupo

Mutupo imhuka, nhengo yemuviri kana chinhu chinomiririra mhuri kana dzinza.

Mutupo chinhu chaunoyera. Vamwe vanoera moyo, tsoko, shumba, shava, nzou, gumbo, ngara nemimwewo mitupo. Mitupo ine zvidawo zvakasiyana siyana sokuti vaera nzou vanonzi ana mhukahuru vanoera mbizi vachinziwo manjenjenje

Mamwe Mazwi

  • Kutupira kana kutupitira (1. Walk very far; 2. Fly very high). Zvichida izwi iri rinotodzana nerekuti mutupo?? Apa mutupo riri zita rakabva kure richitevedza dungwe redzinza.
  • Kutsura (to release from food taboos connected to mutupo) zvichireva kusungunurwa kubva pamutemo unodzivisa kudya mutupo.Zvekusadya mitupo zvaiitirwa kuti mhuka dzichengetedzeke ;sokuti kana uchiera mhembwe haufaniri kuidya

Mitauro yeAfrika

  • VaYao vanoti tupa (to be many) kureva kuwanda. VaNyoro vanoti muziro (an animal or thing respected by members of a family which may not be eaten, totem) kureva mutupo.
  • VaBemba neVaLenje vanoti mukowa (clan, family; totem) vachireva mutupo. Baila vanoti mukoa (clan, totem, tribe) vachireva vanhu vane dzinza rimwe.
  • VaChewa vanoti chibongo (clan name such as Phiri, Banda, Mbewe,Sakala (or) totem). MaZulu vanoti isibongo.
  • VaLungu vanoti mutupu (only) kureva chete. Soluti umulimi mutupu (only the farmer). Borna vanoti t'úúp'a (n. starting point, origin of).
  • Baila vanoti chelelo (duty, obligation). Mazwi Anotodzana: kuela (something that is fit or ought to be done). Waalii vanoti yaabaa (n. totem) - fananidzai nechivabwa?

Zvinyorwa zvine Ukama

Tags:

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

KangamitiRokweVenezuelaMukakaZhizhaRwatataTkay MaidzaSamasimbaChikuvamagwaroChikumi 22HuruHuguguShava MufakoseMbudziAfurikaRwiziKurume 22NehandaHungariyaHoziUnited States of AmericaChisiriyaChitaiShatoSusoMirairo gumi yaMwariRufuMvuma, ZimbabweUkristuJános HalmosVarunguShaviHurungudoVietnamKubikaGuruuswaVakarangaZimbabweSao Tome ne PurinzipeNoruweyiUhinduMbevaTsanoNjereMutsonzowaEzhiyaChidawoVashonaTezvaraMhetaChipariHuronyoMwanaBvininaKurume 10Kurume 9GhanaDuramazwiNhopiHondo yeZvombo zveShomweChibujaKurevaChirimoShumba -MhaziDominicaChixhosaChiarabhuVajudhaMutetenherwaKutanyaMawuto Anorinda NyikaItopiya🡆 More