Vazezuru

Central Zimbabwe kudhuze neHarare

Mutauro Chizezuru, Chisitandadhi Shona
Huwandu 5.2 zvuruzvauru/mamiriyoni
Mutauronyina Mutauronyina weChizezuru
  • Shawasha, Gova, Mbire, Tsunga
  • Kachikwakwa, Harava, Nohwe,
  • Njanja, Nobvu
  • Kwazvimba (Zimba)
Mhuri yemutauro Bantu
Nzvimbo Mashonaland East

Nyika
Hukama
Munhu Muzezuru
Vanhu Vazezuru; Mazezuru
Mutauro Chizezuru
Nyika Guruuswa, Vukaranga, Zimbabwe

Vazeruru, Wazezuru kana Bazezuru vanhu vedzinza rechiShona vanotauri mutauro unonzi Chizezuru. Mutauro wavo ndiwo unotaurwa nevanhu vazhinji veChivanhu nekuti Sitandadhi Shona inotora mashoko kubva kuChizezuru nemamwe mashoma kubva kumimwe mitauro yechiShona. Vazezuru vane hukama nemadzinza aya: Vakaranga, Vandau, Vakorekore neVamanyika (Samanyika), uye vane hukama huripedyo neVakalanga, Vavhenda, Vadoma neVasena.

Vambo rezita

Chirevo reshoko rekuti Zezuru harizivikwi, rinongovwa sezita redzinza revanhu vechiShona ivo Mazezuru, nemutauro wavo Chizezuru.

Mabviro eruzivo

Tags:

Harare

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Amerika MaodzanyembaDzehugaro huviriShukukuviriNyamafingu2020MehikoDzomaMhondoroChijapaniUkristuMiddle EastVadomaRukwezaRwizi ParagwaiZvita 10VietnamBadzaKukumbanaBhahariMazita eMitiMunjelele sezitaKukadzi 23HoveGondoZvita 25RooraTsumoMazita eChishonaDuramahwiChikunguru 16RomaniaBoliviaChuma2019MimhanziDohaChibatiro (mudziyo)HanaTunisiaMasvomhuMhakureVusvwisiHondo yeZvombo zveShomweShwashwaMharaNharaundaSipwiPeji RekutangaPfuti2024NjeeUbareUyisalamaPanamaChindauMadridZimbabweDabaMusamiChoyaChikunguru 6VaTavaraZvinamato zvemuAfurikaMoyo SinyoroChirembaVakarangaKurume 21Bere, MhukaNdegeKaukasiMoyo NyajenaZita rekutangaSarajevoIjipitaJerusaremaKubvisa nhumbuNaijeriya🡆 More