Kukadzi

Kukadzi (kureva Febhuruwari paChishongrish muKarenda ya Gregori) kana Rukuve inguva inouya serunyararo kubva muzvishoma zvamwedzi wandira zvigadzirwa.

<< Kukadzi >>
Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg
1 2 3 4 5
6 7 8 9 10 11 12
13 14 15 16 17 18 19
20 21 22 23 24 25 26
27 28
....2021 - 2022 - 2023....

Inguva iyo vakadzi vanodzora chiitiko. Vakadzi vane simba, vanenge chidzoka kubva kuminda uku vachienzanisa pamisoro yavo, tswanda dzetsanga dzakazara ne manhanga, mapudzi, nzungu nema nyimo.

Mwedzi une mazuva makumi maviri nemasere mumakore akafanana kana makumi maviri nemapfumbamwe mumakore ekusvetuka, nezuva rechimakumi maviri nepfumbamwe riri kunzi zuva rekukwakuka. Ndiwo wekutanga pamwedzi mishanu kuve nemazuva asingasvike makumi matatu nemasere (mamwe mana ari Kubvumbi, Chikumi, Gunyana, naMbudzi) uye iwo wega kuva nemazuva asingasviki makumi matatu.

Mwedzi nomwe

  • Ndira, Kurume, Chivabvu, Chikunguru, Nyamavhuvhu, Gumiguru na Zvita

vane mazuva makumi matatu nemasere, zvichisiya mwedzi mina yakambotaurwa (Kubvumbi, Chikumi, Gunyana, naMbudzi) kuva nemazuva makumi matatu chaiwo. Izvi zvinoreva kuti mimwe mwedzi gumi nerimwe ine mazuva makumi matatu.

Vambo rezita

Zuva remwedzi uyu rakabva kuvakadzi nekuti imwedzi revakadzi, ndivo vanenge vachiunganidza zvinhu kubva kumunda.

Mutsika dzevanhu

Ruambanyeredzi

Muruambanyeredzi, mwedzi waKukadzi unomirira masaini mavirira ezodhiyaki saini maviri:

Dombo remwedzi waKukadzi iEmishesi (amethyst)

Karenda ye Chivanhu

Mukarenda yedu ye Chivanhu mwedzi wa Kukadzi unogona kuva nemazuva anosvika makumimatatu zvichienderana negore uye kufamba kwemwedzi.

Mabviro eruzivo

Tags:

Kukadzi Vambo rezitaKukadzi Mutsika dzevanhuKukadzi Karenda ye ChivanhuKukadzi Mabviro eruzivoKukadziChishongrishKarenda ya GregoriManhangaNyimoNzungu

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

EsperantoAbarahamaEcuadorKurume 22DzvinyuMbitiNzwaraShava MuseyamwaNyamavhuvhu 30RukukweNgarikuniJapaniChisera sezitaMudzidzisiMukwereraKuzipaKubikaDandiraNyenyedziShaviNyaudzosingwi M-PKuramwa BasaVladimir PutinShukukuviriShecheNzou - SamanyangaSolomon MutswairoNhabvuKiromitaDzidzoKurevaChivabvu 25MonakoMaparaShonaItopiyaMhuriDziva Sambiri GandaIraniChin'koAfurikaShakanhiMufananidzoNgoniBonga ChihwaDhanemakiChembere DzagumhanaChirevoMutupoNyaudzosingwi R-UTezvaraMuvhuroNhumbuItariRugareGungwaMudharaTurukiMahumunyaRaosiGavaShava MvuramaviNhopiMupurwaKupuraMazita eChishonaMatsutsoGorosiMirairo gumi yaMwariVajudhaChibujaRukwezaKanadha🡆 More