Chiweshe

Chiweshe maruwa ari mudunhu reMashonaland Central pedyo neGlendale.

Chiweshe iri mu district rinonzi Mazowe rinobva ku divi re Harare kusvika kudivi re Muzarabani, Centenary.

Nzvimbo dzine mukurumbira muChiweshe dzinosanganisira: Gweshe; Nyachuru; Kanyemba; Bell Rock; Mupandenyama Shopo; Shutu; Nzvimbo; Kanhukamwe; Jaji; Nyakudya; Bare; Mukodzongi; Muchirikuenda, Gwingwizha, Gwangava, Musarara, Rosa, Mukunyadzi, Chinehasha, Gunguhwe, Madombwe, Rwere, Chaona inova yekupedzisira.Chiweshe ine mugwagwa mukuru wetara unodimbura nemo uchibva pa Glendale uchienda ku Centenary wakareba ma km angaite 90. Chiweshe yave pasi pe kanzuru inonzi Mazowe Rural District Council. Yaimbonzi Chiweshe asi yakazobatanidzwa nedzimwe sekuti maruva Ava kunyangwe varungu vasati vauya aive akaita sezvaava parizvino. Saka pakuti titi Chiweshe takuti Mazowe District. Nzvimbo iyi ine madzishe matatu Chief Chiweshe, Chief Negomo anotungamirira kubvira divi re Harare kusvika pa Nzvimbo kwozoti Chief Makope anotungamirira kubvira pa Nzvimbo kusvika ku Chaona. Chiweshe yakakombwa nemapurazi anorimwa zvikuru uye iyo Chiweshe inorimwa zvikuru. Mvura inonaya zvine mwero wakanaka kashoma kuti kwakashaikwa mvura vanhu havakohwe.

Mitauro yeBantu

  • Chewa vanoti kusalala kana makola (flatness). Chewa vanoti osalala (a flat).
  • Lenje kune izwi rinoti chiweshi (knife). Hadiyya vanoti balle (n. cliff, valley).
  • Digo vanoti chishutu (a kind of leso - colourful printed cloths containing a proverb or saying, worn by women over other clothes).

Mapikicha

Chiweshe 
Gomo reBare kuChiweshe, Zimbabwe
Chiweshe 
Bare Chiweshe

Tags:

Dunhu reMashonaland CentralGlendale

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Cecil RhodesKuverengwa kweVanhuZara LarssonChimurenga ChechipiriShondoKundengenyeka kwenyikaChibageMapfundeTsvarakadengaSadzaKanyamusekerwaAfurikaPolandiKufemaKuguraPeji RekutangaMurandaMuzongozaMutowaGungwa rePacificTsivatsaonaNhoroKukumbana pabondeChikara ChesangoChisi (chenyika)Dzitsi (Mazwi)ChiitariBherarusiChikumi 30MehikoZongororoMhukaChikukoMhopoDanhautandeMhopo (Bundu)FudzamombeVashonaMazita eMitiKuraniKunyengaUnenaruvamboNdira 25MupemberePutugaroMukondomberaMagombaDuramazwiTsokoCharles CharambaMunhurumeUyisalamaWashington, DCMoscowDhanemakiKudyaRonald ReaganMhondoroMukwereraGumbo MadyirapazheKubvumbi 23Inzwi (ururimi)ChigirikiLisebergMakotoreChirhashiyaRhashiyaMhakurePakistanSouth KoreaMhunoHoziMufenje🡆 More