Vaxhosa

Vaxhosa (Xho.

Hwerengo yavo inosvika kumamiriyoni masere, mutauro wavo Chixhosa. Vazhinji vanozivikanwa vekuAfurika Chamhembe vaive verudzi urwu, vanosanganisira Nelson Mandela naThabo Mbeki. Vaxhosa vanhu vedzidza rechiNguni nevamwe wavo Vazulu, Vandebele, Vandevele (veZimbabwe) Vaswati, Valala ne Vangoni (vano gara kuMalawi ne Zambia) pamusoro pevamwe.

Vaxhosa
Vakadzi vechiXhosa
Vaxhosa

Huwandu

Kune nharaunda idiki yakakosha inotaura Chixhosa (Mfengu) muZimbabwe, uye mutauro wavo, unonzi Isixhosa, unozivikanwa semutauro wenyika ye Zimbabwe.

MuChamhembe kweAfrika kwavano gara wakawanda, huwandu hwavo huri mukati meiyo yanhasi Eastern Cape.

Mabviro eruzivo

Tags:

ChixhosaDzinzaMitauro ye ChibantuNelson MandelaSouth AfricaVandebele (vekuMaodzanyemba)VanguniVazuluXhosaZimbabwe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

HangaEdinburghRwatataNzvariChisvusvuroChirongoNhekairoAmerika MaodzanyembaKudhomaPhilippinesMamboVadomaChadhiKurimaKutema NyoraVaarabhuMhembweSikiTaabwaChikumi 11TsokaKubvumbi 22HuroroUjainiNyatsimba MutotaVambireVanambyaHumbowoPeji rekutangaDzunguNhamba yeAtomuHupenyuUsikhiSolomon MutswairoInzuriniDandira reMapangana eTarachisiChayinaKupingudzaImbwaNdumaChifumuroVazezuruSebheMoyo SinyoroChief zikiMaenzaGungwa re PasifikiUrurimiBangkokGlendaleBhahari DzvukuChirimoKukadzi 22NhoroondoNukuʻalofaHweruChikoriyaSkopjeJJira ReretsoMwariChikunguru 25MuhachaNunguUpanganhunduChiisirandiSadzaMheteGungwaChitunhaMasohaDhagaChiazeriChiShonaHungweDanal🡆 More