Vazulu

Vazulu (Chizulu: Amazulu) kana Wazulu vanhu verimwe dzinza rakakura muAfurika Chamhembe rine huwandu hwevanhu vanosvika 10 mamiriyoni.

Nzvimbo yavo yekugara iri kunyanya kuKwaZulu-Natali asi ivo vari mumaguta ese eChamhembe che Afurika pamwe nemapoka madiki muZimbabwe, Zambia neMazambuko.

Vazulu
Vazuru vachitamba
Vazulu
Murwi wechiZuru

Mutauro wavo weChizulu wavanodaidza kuti "isiZulu" mutauro weChibanthu.

Mune nhoroondo ye humambo hwe Zulu muAfurika Chamhembe nekukura kwayo pasi paShaka Zulu inguva yakakosha. Humambo hwe Zulu hwakadzivirirwa kuzvitonga kuzere kusvika 1879 payakakundwa neMabhuritani

Munguva yehutongerwe enyika zvematongerwo enyika maZulu senge Vaafurika vese vaivonekwa sevakaderera.

Kubva kupera kwerusaruro ivo vanobatanidzwa zvizere mukuvaka nyika.

Ringai zve

Tags:

Afurika ChamhembeChizuluMazambukoZambiaZimbabwe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

RwatataWushumoMupurwaHugari hwevanhuMazita eMitiVaakaniJapaniGore remucharikwaBhurumaJongweRakisombhegiRhashiyaImbwaMunyuNjeeVusvwisiMunyoriKubvumbi 24Nyaudzosingwi H-KNeparuChitsuwaVahungweMombeMupungaMuroyiNelson MandelaGavaMhou yemombeBadzaMukadziVanuatuChiitariAmerika ChamhembeMasedhoniya MaodzanyembaUbhaha'iVhatikaniUta neMuseveNgunduVandebele (vekuChamhembe)Kubvisa nhumbuMuvhuroChiShonaRumandaGhini YomutsazanisiMundaBhariSekuruNdira 12TsvimboKuwokeraVaTavaraZvombo zveShomweRinopasiChiazeriBhuritaniZvita 31ArgentinaMutsamviFloridaChiputukeziPolandiVufiniKubvumbi 28MoscowNunguNyere (Dzezvipenyu)MorishasiVaLenjeNzvimboVanambyaCarbohydratesGomoBhahari🡆 More