Nhoroondo

Nhoroondo (History in English) kunyorwa pasi nekutaurwa kwezviitiko zvakakosha zvakaitika mudunhu, nyika kana Pasirose.

Nhoroondo yakakosha kurangarira kuti vanhu vazive:

  • Kwavakabva uye kwakabva madzitateguru avo,
  • Zviitiko nevanhu vakakosha vakaumba rudzi rwavo,
  • Zvisungo zvakakosha kuchengetedza zvakasungwa nerudzi rwavo nemamwe marudzi kana dzimwe nyika.

Kunyorwa kwenhoroondo enyika chinhu chakakosha asiwo chinogona kuva nemakaktanwa nokuti avo vanonyora vanokwanisa kuva nedivi ravanorerekera. Kazhinji pane pane mapoka evanhu vanoita rondedzero yenhoroondo inoteererwa yogonyorwa pasi, zvinotaurwa nevamwe zvichisiiwa. Izvi zvisingarevi kuti zvasiyiwa hazvina kukosha kana kuti hazvina basa. Mukunyorwa kwenhoroondo zvinodaro kuti vanhu vanotevera ndivo vanonzwikwa kunyanya:

  • Vakakunda pahondo
  • Vakatungamira kusunungurwa kwerudzi kana nyika.
  • Vari kutonga panguva iyoyo.
  • Vane mari vakapfuma vanokwanisa kudhindisa zvinyorwa mumapepanhau kana mabhuku.
  • Uye mukunyorwa kwenhoroondo dzimwe nyaya dzakakosha dzinosara.
  • Avo vakatungamira hazvirevi kuti vakanatsa pane zvose; imwe nguva zvakaipa zvevatungamiri hazvinyorwa pasi.

Ona papeji nezveNhoroondo ye Zimbabwe

Mitauro yeBantu

  • Yao inoti mbili (n. history) vachireva nhoroondo. Sokuti mbiri yaRhodes.
  • Kinande inoti mugambo (n. history) vachireva nhoroondo.
  • Hadiyya inoti tola (adj. talkative) kureva kutaurisa.

Tags:

DunhuNyikaPasirose

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

ChimukuyuRwiziChiShonaDhorofiyaRativhiya2018BabaVaswahiliDemoPfumoHutsvukuWayaUbhudhaNjeeZimbabweGunyana 9KazakhistaniManyukiraMoyo ChiranduHofisiZvita 1GavaUtaoKubvumbi 3SarajevoChirenjeHanaMwenemutapaParisMutsamviNhabvuMadunhurirwaChaminukaMuriwoMabwePepanhauChibageVutswanaHwaroChirwere cheCoronavirus 2019ZanzibhariDigoSolomon MutswairoMombeChinamatoNyamavhuvhu 16MhungaShava MwendamberiHariKutizira mukumboVashonaNaijeriyaYuropuTunisiaChin'aiMoyoMasedhoniya MaodzanyembaGomoMboroHangaChibhunuNhareyamadoArgentinaGore remucharikwaKubvumbi 10Kubvumbi 13NharaundaDabaMoscowBhuruneiMapfundeZvita 3Puranga🡆 More