Ururimi

Ururimi (kana ufundo we mitauro uye fundamutauro; Nge: linguistics) chidzidzo chesainzi chemutauro.

Inosanganisira kuongororwa kwese kwese kwemutauro, pamwe chete nenzira dzekudzidza nekudzitevedzera.

Nzvimbo dzechinyakare dzekuongorora mitauro dzinosanganisira fonitiki (unzwi), ruambainzwi, ruambawumbwa (moforojia), sindiki (syntax), simandiki (semantics), uye pwagimatiki (pragmatics). Imwe neimwe yenzvimbo idzi inoenderana nezviitiko zvinowanikwa mumitauro yevanhu: manzwi (uye jesicha (gesture), kana iri mitauro yemasaini), mashoma mayuniti (fenomu, mazwi, mamorufeme (morphemes)), mitsara nemitsara, uye zvinoreva uye kushandiswa.

Mabazi e ururimi

  • unzwi/fonitiki ndezve ruzha runoitwa nevanhu
  • ruambainzwi (kana fonorojia) ndezve sistimu reruzha rwemutauro mumwe ne mumwe pachawo
  • ruambawumbwa (kana moforojia) ndezve sistimu re izwi
  • sindiki (syntax) ndezve maumbirwo emutsara
  • simandiki (semantics) ndezve kureva (kwe chinhu)
  • unenanzanga ndezve hukama huri pakati pemutauro ne nzanga.

Mabviro eruzivo

Tags:

Chingezi

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

UgandaBondeDhodhiMurongazuvaMadokeroVladimir PutinKuvigaMunhimbitiHunyanzviChihebheruMalaysiaMoyo SinyoroKubvumbi 11VutswanaUshinthoChamhembeUsikhiAfurikaChapunguChiranduKuminyukaSamaita sezitaUjudhaMotoMufananidzoAustriaWikipedhiya2020TeteBununuGungwa MediterraneanVhenekeratsvimborumeShumba - MurambwiMwaka muZimbabweDandiraMbudzi 7ChiedzaCairoRusamboMuvhuroQatarWallis and FutunaVakorekoreAfughanistaniMunyayiKicheniMharaUpimoHwaroShava MufakoseMudusoNyamuswaKarenda ye ChivanhuNyaudzosingwiGweruSouth AfricaMurunguBhizaMongoliaVabujaMuwondeChiaramuKukumbanaChirema (chindeya)Bandwe 1Zvinamato zve pasiroseMukondoImbwaChindeyaMbutuMhembweKubvisa nhumbuChikumi 1Angolan ProteaBhaibheri reChiNdau🡆 More