Dandira

  • Dandira (Spider's web; cobweb) chirukwa chino itwa nezvipembenene zvinonzi madandemutande.
  • Dandira (A type of creeping plant) nderumwe rudzi rwedzinde rino gona kuwanikwa mumunda sebundo rino kura rotandira pasi panzvimbo yaka kura kana kumonera pahunde yomuti rotevedza matavi ese emuti uyu.
  • Dandira (System) rino revawo mutowo wokuita basa nenzira yaka rongeka ino pota ichindzokororwa nguva dzose - regular, organised procedure, system.

Dandira
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.

Tags:

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Costa RicaImbumbuBhuritaniVabujaChirukanerujekoMasikatiVladimir PutinVugirikiZerereZimbabweUtaoChishongrishGomararaChivanhuAfurikaAmerica (USA)Zvinamato zvemuAfurikaMusafuriNhutaAzoteHwangaTsokoChisveruHurumendeNyamafinguAmsterdamBhumiNzvimboMwedzi muChadengaTumbareEnglishUruguayEuropeDzinzaRushambwaIjipitaNhundurwaMuskweMhandaraMazita eMitiVahungweMuroroBakuBangaVachewaBununuKukumbanaRusamboMutobvuAlpha RadiationMukondoBherarusiChin'koHuguguNyokaHweruTwizaChirimoChumaNawdmShatoZvita 3RufuJeon Jung-kookMazita eMhuriIndonesiaNyaudzosingwiShava NyakudirwaZvinoyeraGonyetiSadzaKunaya kweMvuraChidembo🡆 More