Vabuja

Vabuja kana Wabuja (uye mukunyorwa kumwe Vabudya kana Wabudya, Vabudja uye Wabudja) ruchava rwe vanhu vanogara muZimbabwe vane hukama neVakorekore.

Vanotaura mutauro wavo wavanoti Chibuja uyezve vanowanikwa kwaMutoko. Vanodana Zimbabwe vachiti Zimbahwe.

Nhoroondo

Vabuja vanonzi vakagara kwaMutoko kubva kuMhingari nzvimbo yaive muMazambuko yanhasi, vainge vachitungamirwa naNehoreka (kana Nohoreka uye Nohureka), baba wake Mukombwe, hanzvadzikomana dzake Nyanzunzu Mukombwe na Mukwiradombo Mukombwe ne murongoti wavo Chingate Mukombwe (Nyamungate kana Njapa).

Mukuundura mavambo eVabuja, zvinonzi humbwo hwe nhoroondo hwunorakidza kuti Nehoreka akabva kuMazambuko muZanagore rechi16 kuenda kwaMutoko yanhasi, nyasi paIshe Makate, murume ainge anemasimba achishandisa upipi kukunda vakwikwidzi wake.

Ringai zve:

Mabviro eruzivo:

Template:Machava emuZimbabwe

Tags:

ChibujaMutokoVakorekoreZimbabwe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

ChamhembeMimhanziShava MwendamberiMutuviNunguOmaniWayaKukadzi 23ChayinaVladimir PutinBonyoraMubvandiripoMukwereraVavhendaSpeiniZvinamato zvemuAfurikaVatalaoteMutsamviRaosiKim Seok-jinShumba - MurambwiUbhaha'iNyamavhuvhu 16KuumbaWikipidhiyaChitendero chechiKristuChicagoKonfuzhiNyimoChipikoLimaSinowoBurger KingNhekairoChingeziBhutsuDzomaMukondombera weAIDSAngolaMwedzi muChadengaMhakureMunyiiNharaundaMabayoMasedhoniya MaodzanyembaChiratiniChikumi 19MaseruPurangaPolandRakisombhegiRunyankoreRumandaKazakhistaniUbareZanzibhariKubvumbi 28MhuriGurweMwaka muZimbabweRunhareGavakavaVakalangaMunhuAChikumi 5Zvita 2RhashiyaGunyana 92019Jeye🡆 More