Rufu

Rufu (nge.

death) ndufu kumira kwekushanda kwe biological function ino raramisa zvipenyu kusingakwanise kudzoswa. Unogona kutsanangurwa uchinzi kumira kwekushanda kwe uropi hwose, kusanganisa stemu ye uropi. Rufu rwe uropi unowanzonzi ndicho chirevo chepamutemo che rufu. Zvisaro zve oganizimu zvinowanzo tanga kudhikompoza mushure merufu. Rufu haukwanise kutizwa pazvinhu zvose zvipenyu.

Pane nguva mbiri chete munhoroondo ye pasirose inonzi vanhu havana kufa, inowanikwa mubhaibheri panyaya ya Henoku (kana Enoku) munwadhi ra Mavambo uye Eriya munwadhi ra 2 Madzimambo. Uye pane nguva imwe chete inonzi munhu akamuka kubva murufu zvachose, munhu iyeye ndi Yeshua. Vamwe vanhu vanonzi vakamuka kubva murufu vakamuka kudzoka murufo (hupenyu hwaizopera zve, kwete we zvachose),

Mushakabvu zvinoreva munhu afa kana akafa kare.

  • Rufo (death, mortality).

Kurerutsa Mutauro

Tsumo

  • Shungu neganyu zvinodzimba wotandadza asi chido chinomusimbisa. Grief and sighing hurt a person in agony while loving compassion strengthens him.
  • Rufu haruna nzira. Death has no (defined) path.
  • Kufa hakuna gwanza. Death has no path.*
  • Mubayiro wezvivi rufu. The reward of sin is death.
  • Rufu runoita wegondo rinotora nhiyo richisiya mai vachichema. Death is like an eagle which takes a chick leaving the mother hen mourning.
  • Rufu haruwadzirwi nhoo. For death, no mat is spread.
  • Rufu haruwadzirwi bonde. For death, no mat is spread.
  • Rufu haruna ishe. Death knows no chief.
  • Rufu haruna ndanatsa. Death knows no 'good man'

Mitauro yeBantu

  • MaZulu vanoti isifo (1. Disease, sickness; 2. a weakness, a failing) kureva chirwere. VaDigo vanoti chifo (death of a person) kureva rufu.
  • Zigula inoti kutowera matanga (have a funeral for) kureva rufu. Apa kutowa zvinoreva kurova sekurova bembera; kurova pasi; kurova gusvi.
  • Swahili inoti kifo (death, dying, manner of death) kureva rufu kana kafiro. VaZigula vanoti chifo (death) vachireva rufu.
  • Luwanga inoti liliro (lamentation, wailing) vachireva kuwungudza. Bambara inoti sàya (n. death) kureva kufa.

Tags:

Chingezi

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Shumba NyamuzihwaIsiraeriShava MwendamberiMakumi matatu nenhatuHumweHunhuMafashamoMakombe sezitaMoldovaFIFA World CupMoroniTsvarakadengaMasvomhuManeraRussian FederationPahuroMorudhovhaShava MuseyamwaAnthakitikaPolandiKukumbiraMuroroChitupaVashonaDenderaMaltaTikarEsperantoYunivhesiti yeZimbabweShava NyakudirwaMipanda yemazitaMweroMhumburuColombiaBhuritaniChiberekoMufufuMbisvaChichewaMudzimuChanzaChaminuka2021ChiiShumbaChivanhuAndorraMoscowChizuluSouth SudanVietnamKuzvaraGumiguru 26Mazita eChishonaDzambarafutaMhana-mhanaKareyaDhanemakiAsiaMadzishe emuZimbabweBherarusiChin'aiNafaanraZvita 5Siera-Leyoni🡆 More