Hweru, gweru, dzimba (Aardvark or antbear in English) imhuka yemusango ine muromo murefu neganda rinenge renguruve inochera zimwena zihombe pasi.
Hweru kana kuti Hwiribidi inowanikwa muAfrica chete.
Munguva yehondo yerusununguko kune muimbi Tineyi Chikupo akaimba rwiyo rwaikurudzira varwi vehondo yerusununguko rwainzi, Hwiribidi famba nepasi, nyika dzekwedu inyika dzemvura.
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Hweru, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.