Afughanistani (kureva Afghanistan, Chiperusiya: افغانستان; muChipashito: Afġānistān) inyika iri muEzhiya.
| |||
Rwiyo: ملی سرود, "Afghan National Anthem" | |||
Pachihofisi inonzi Uamire we Chiyisalama we Afughanistani, inyika yakakomberedzwa yakagadzikwa kuma-crossroads e Ezhiya Yepakati ne Ezhiya ye kuchamhembe. Inowanzonzi Moyo we Ezhiya, yakaganhurwa ne Pakistani kumabvazuva ne kuchemhembe, Irani kumadokero, Turukimenistani kumaodzanyembaemadokero, Uzebhekistani kumaodzanyemba, Tajikistani kumaodzanyembaemabvazuva, uye Chayina kumaodzanyembaemabvazuva ne mabvazuva. Inotora 652,864 skweya makiromita (252,072 sk mi) ye chisi, nyika iyi izere ne ma-plains e makomo kumaodzanyemba ne kuchamhembechemadokero, anopatsanurwa ne rhenji ye gomo re Hindu Kush. Kubva muna 2021, ine huwandu we vanhu unosvika 40.2 miriyoni, vanosanganisa ruzhinji rwe rudzi rwe Vapashitu, Vatajiki, Vahazara, ne Vauzebheki.
Gutaguru rayo rinonzi Kabhura kuChivanhu, kureva Kabul.
Ezhiya | ||||
Afughanistani · Arumeniya · Azeribhaijani · Bhahareyini · Bhangaladhesha · Bhuruma · Bhurunei · Bhutani · Chayina · India · Indonezha · Irani · Iraki · Isiraeri · Istimuri · Japani · Jojiya · Jorodhani · Kambodhiya · Kazakhistani · Kerigistani · Koriya Chamhembe · Koriya Maodzanyemba · Kuwayiti · Morudhivhi · Mongoriya · Neparu · Omani · Pakistani · Kataa · Raosi · Rebhanoni · Rhashiya · Saipurasi · Saudhi Arabhiya · Sin'apowo · Sri Lanka · Siriya · Tajikistani · Turuki · Turukimenistani · Mubatanidzwa weMaamire eUarabhu · Uzibhekistani · Vhiyetinamu · Vufiripina · Vumalayi · Vuthayi · Yemeni |
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Afughanistani, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.