Ruambainzwi

Ruambainzwi (ku Chingezi: phonology) kana unenainzwi ibazi reururimi inodzidza kuti mitauro kana matauriro anoronga sei manzwi avo (kana zvinoumba zvikamu zvezviratidzo, mumitauro yemasaini).

Shoko racho rinorevawo manzwi kana kuti masaini emhando ipi neipi yemutauro. Pane imwe nguva, kudzidza kwephonology kwakabatana chete nekudzidza kwemaitiro emafoni mumitauro inotaurwa. Zvino zvinogona kuenderana ne:

(a) chero ongororo ye ururimi ingave padanho riri pasi peshoko (kusanganisira siribho (syllable), chitango (onset) uye rhaimu (rime), majesta (gestures) ekutaura, zvimiro zvekutaura, mora, nezvimwe wo), kana (b) zvikamu zvose zvemutauro apo ruzha kana zviratidzo zvakarongwa kuti zvibudise zvinoreva ururimi.

Mitauro yemasaini ine mataurirwo emutauro akaenzana nemanzwi emitauro inotaurwa. Mabhuroko ekuvaka ezviratidzo ndiwo mafambisirwo ekufamba, nzvimbo uye chimiro chemaoko.

Unenashoko

Tarisai futi peji re unenashoko (teminorojia)

Izwi rekuti 'ruambainzwi' (kana kutora neno re Chingezi rekuti 'fonorojia' rinogona kuturikwa pamusoro pe 'sistimu re ruambainzwi' (ruzha kana sistimu ye chiratidzo) ye chero mutauro. Iyi ndiyo imwe yemaitiro akakosha ayo mutauro unofungidzirwa kuti unoumbwa, senge sindiksi (syntax) yawo, unenawumbwa (kana moforojia) yawo uye mashoko ayo.

Unenaruvambo

Tarisai futi peji re unenaruvambo (etymology)

Mamwe mapeji ekutarisa

Mabviro eruzivo

Tags:

Ruambainzwi UnenashokoRuambainzwi UnenaruvamboRuambainzwi Mamwe mapeji ekutarisaRuambainzwi Mabviro eruzivoRuambainzwiChingeziUrurimi

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

GondoMufandichimukaRKiwaniCali & El DandeeNgomaMilanJerumaniZvipfuyoHumweChitakaNzimbeGumiguruMafashamoChitaPeji rekutangaMukombeNyamavhuvhu 1SikiShondoUtemabanze we Rudhende rwe VukongoGudoGunyana 27RubatsoNzunzaBonga ChihwaTezvaraChihindiKicheniGarweJeon Jung-kookMbambairaMusatanyokoVukireniChiNdevereSarajevoFifuChibatiro (mudziyo)Amerika ChamhembeKinyarwandaVahungweAfurikaNigel ChanakiraShava (ruvara)UtaoFloridaArgentinaChiheraDhorofiyaChikumi 18PasiroseVhangeri ra RukaMhizhaMawereNdaraHumbaAnimeAfurika ye MaodzanyembaChakataMurongazuvaUshinthoZeng'eZvidyoVakongoVandauGonyonhatu tsazakoseMatongerwo eNyikaChayinaDerereCubaFundoyetsimbaUzimaLocardia KarimatsengaNyoka🡆 More