Ujudha

Ujudha kana Uyehudha (kureva chinamato chechiHebheru ;Chihebheru: יַהֲדוּת‎‎ Yahăḏūṯ) chinamato che Uabarahama, chinotenda Mwari mumwecheta, cheVajudha - semunhoroondo ruvambo rwe Chijudha wakatanga muAfurika uye nekuMaodzanyembaemabvazuva eAfurika (kana Mabvazuva Epakati munguva yanhasi).

Vajudha nhasi vanowanikwa munzvimbo idzi, nekusanganisa nyika yedu ye Zimbabwe kunogara Varemba ne Vasena uyezve mamwe mapoka senge, Vakalanga, Vavhenda uye ne Vakaranga vakasanganisana navo.

Chijudha ndicho chakaunza kutanga kwe Ukristu ne Uyisalama, ndekuda kwa Abarahama akasarurwa na Mwari kuti dzinza rake ndiro raizobarwa Muishe Yesu Kristu mukororo waMwari.

Ringai zve:

Tags:

AfurikaChihebheruVaRembaVajudhaVakalangaVakarangaVavhendaZimbabwe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MwakaRwiziKunyoraMusatanyokoBheniniMapatyaNhokweKurume 15ChisiriyaShumba -MhaziNyong'oTsuroChitumbukaIsiraeriChijapaniDzemuzongozaMhiripiriNgarikuniMwanaKuvaviwaVahebheruIshwaOliver MtukudziGoogleMurumbwanaZvombo zveShomweNunguChitaiNhumbuSinyoroKarenda ye ChivanhuMukondombera weAIDSHunyanzviChiarabhuUkristuShukukuviriTsiruFuranziHugaroBhuritaniGumbo MadyirapazheChirembaYuropuMuzukuruBuenos AiresHuronyoMoyo ChiranduRovambiraMhandaraJibhutiAmerika MaodzanyembaKombiyutaTokyoKurevaChikunguruMukwereraKurume 27GlendaleSikarudziArumeniyaChikunguru 4HonoSlovakiaChamhembeMusi weSvondoJah PrayzahMharaNhoroondoChinangaMoyo SinyoroNzunzaAnkara🡆 More