Dhodhi - kana tadya chikafu choenda mudumbu, kana zvinovaka muviri zvatorwa nemuviri zvinosara ndiro dhodhi ratinozomama kuchimbuzi.
dhodhi rine mavara akasiyanasiyana, mamwe madhodhi matema..mamwe ruvara rwezuva, mamwewo euvara rweganda, mashoma anoitawo ruvara rweshizha, eruvara rweganda ndiwo mazhinji acho. Dhodhi rinonhuwa uye harifaniri kudyiwa. Poti rinoyerera riri mvura mvura iri mapazho. dhodhi idhodhi zvisinei nokuti rakadiii uye raitwa nani. dhodhi idhodhi muchirungu kana muchishona.Kana munhu akakutuka kuti unenge wanyanyotukwa zvekuti unoshuwi. Ah hezvo nhaiwe mugombwe kwakanaka here?
This is a Shona term used to mean digested waste products.
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Dhodhi, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.