Kenya pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Kenya (Swa: Jamhuri ya Kenya), inyika yakagadzikwa kumabvazuva eAfurika.
| |||
National motto: Harambee | |||
Gutaguru rayo rinonzi Nairobhi. Kenya yakaganhurana ne Sudhani Chemhembe kumaodzanyembaemadokero, Itopiya kumaodzanyemba, Somariya kumabvazuva, Vuganda kumadokero, Tanzania kuchamhembe, uye Gungwa re India kuchamhembechemabvazuva.
Vanhu vekuKenya vanonzi Vakenya uye munhu mumwechete anonzi Mukenya/Mkenya.
Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi | Mavuso anozivikanwa zvishoma | ||||
(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero | Zvisi ne Materitori ekunze |
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Kenya, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.