Masvomhu

Masvomhu (kana kuti masamhu) ishoko rinoreva ruzivo gwekuongorora kuva nemusoro kwehuwandu, mamiriro ezvinhu uye marongekero angaitwa zvinhu.

Masvomhu ibumbiro reruzivo rwakananganana nendangariro dzehuwandu, maumbirwo, nzvimbo, mapindukiro uyewo nehukama hwezvese izvi. Masvomhu anobatanidza zvidzidzo zvezvataurwa izvi zvinowanikwa muzvikoro.

Gwara netariro yemberi kwatakananga

Isu, vatauri ve chi Vanhu, tichibatsirana needu makodobori ezve Masvonhu, tazvipira kuvaka chikamu chemutauro wedu chinotibatsira kudzidza, kudzidzisana, kufunga nekuongorora kuti tibudise mhinduro kumivhunzo isati yagoneka kupindugwa uyewo kubudisa pachena ruzivo gusati gwazivikamwa muzvidzidzo zve Masvomhu. Tinoda kuzogona kutaura nezvese zve Masvonhu nemutauro we chi Vanhu usina kuvhenganiswa nemashoko emimwe mitauro. Izvi zvichaoma kuti tizozviona zvichiitika asi, hongu, tichazvigona chete.

Chinangwa

Kuti tigone kunzvera nekunyora magwaro emasvomhu mu chi Vanhu kubva kuzvikoro zvekuzasi kusvikira kuzvikoro zvekumusoro-soro kune makodobori anoongorora nezvemibvunzo isati yava nemhinduro dzekumanhepfutepfu eruzivo gwemasvomhu.

Tinoda kuzonyora mabhuku e Masvomhu nokutangisa zvidzidzo zveMasvomhu mumutauro wedu muzvikoro zvese zvekuzasi nezvekumusoro mumakore gumi anotevera.

Zvikamu Zvedenhe Roruzivo rweMasvomhu


Masvomhu T
Pimanzvimbo Chiyero chekupimisa | Mutsetse | Chiumbwa | Hurefu | Hwasha | Hudzamu | Hukwidza | Gonya | Sambamba | Twasuka | Munyonga | Hubumbe | Hufombwe | Mutwi | rurama | Sandarara | Mutsendo | Nharaunda | Uso | Mumhu | Chimiso | Nzenda | Zviringani | Tsazaniso | Mutsazanisi | Chidzudzani | Kupimirana | Gonyazhinji: Gonyanhatu (Gonyanhatu tsazakose | Gonyanhatu tsazakose | Gonyanhatu yemutwi) | Gonyaina (Gonyaina tsazamativi | Gonyaina sambamba | Gonyaina tsazamakonya | Gonyaina sambambiri | Skweya) | Denderedzwa (Nhara | Pimadanho | Danhamakonya | Pimamuganhu) | Zhumwi (Chikunguru | Urungano | Charaka | Dumba | Akiso)
Huwandu Kubwerengedza/kuwedzera | Kubvisa | Kutsinhanisa | Kukamura kana kuti kugovanisa
Zviperengo zvehuwandu chipasina | motsi | piri | tatu | china | shanu | tanhatu | nomwe | sere | pfumbamwe | gumi | zana | chiuru

Tags:

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MachendeTafuraNyikaGwavavaRudhende rwe Afurika YepakatiRooraMimhanziVakarangaNzanga (dzemisha)RovambiraSabhukuPutugaroMhando dzeMuripoMubveveMhuka dzinozeyaMhandaraKundengenyeka kwenyikaPfungwaDhorofiyaSvutugadzikeMuzongozaHute (ruvara)MukondomberaNhabvuKanyamusekerwaGonjeNdiro yekudyiraDhadhaNunguIshwaNhunziMutemoHutanoMhofuNguva dzezuvaMazita eChishonaZavazavaShava NyakudirwaMubvukaMapopomaVanguniMbayoMhopo (Bundu)Chikumi 30ImbumbuMwakaSangano reHutano PasiroseShava MwendamberiKuraniAfurikaKukumbana pabondeChinamatoZongororoZuluOMucheroUyisalamaRinopasiGorosiChipembereQRanjisiMuwondeNghameraRhashiyaMakawoHondo yePasirose yeChipiriTsivatsaonaMombeChimurenga ChechipiriChisi (chenyika)Kinyarwanda🡆 More