Rusaruraganda

Rusaruraganda (racism in English) zvinotaura mabatiro evanhu anovapatsanura zvichienderana nekusiyana kweganda ravo.

Rusaruraganda rwunosiyanisa mabatirwo evanhu, vamwe vachiitirwa zviri nani pane vamwe nechikonzero chokunge vakasiyana ganda kana boka retsika ravanobva kwariri.

Rusaruraganda
Nzvimbo dzokutamba dzaivawo neRusaruraganda South Africa paitongwa neVarungu

Munhoroondo yeAfrica rusaruraganda inyaya huru zvikurusei pakudzvanyirirwa kwakanga kwakaitwa vanhu vatema. Tsika iyi inoonekwazve pakutapwa muhuranda kwakitwa vatema vachiyambutswa gungwa reAtlantic kuenda kuAmerica neEurope.

Mitauro yeBantu

  • VaZigula vanoti ukabila (1. tribalism; 2. racism) kureva rusarurarudzi.

Tags:

Ganda

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

GwirikwitiKurimaKae ChapsNigel ChanakiraMazita eMitiKukadzi 15SarapavanaShava MuseyamwaMimhanziUjudhaNdira 27RinopasiAaron Chiwundura MoyoIraniHwesaDhorofiyaSadzaPolandChapotera cheNhangande DzakadevanaBhahari TemaMurongazuvaZundeMasohaChiharaHondo yePasirose yeChipiriGavaMusamboShumba -MhaziVanambyaChivaraChiisirandiMupungaKanadhaImbwaKerigistaniNhabvuChirongoMuzongozaDziraDenga neNyikaKareyaChikarangaMupurwaUrurimiKukadzi 28KunzwaDanhautandeVavhendaMbitiKuperekaShava NyakudirwaKukadzi 23VachewaMubvamaropaGumboGore remucharikwaNzanga (dzemisha)MaenzaRudhende rwe Afurika YepakatiZvipfekoKubvumbiHumweKinduMaodzanyembaAmbuyaRuambanhangaMunhimbitiVabujaTafuraBhananaChiaramuTsika🡆 More