Kanadha

Kanadha (kureva Canada) inyika iri muziwumbe reAmerika Maodzanyemba iri kuMaodzanyemba kweMubatanidzwa we Mavuso e Amerika; nyika nmbiri idzi dzine muganhu pamuyeramwaka +49o.

Canada
Kanadha Kanadha
National motto: From Sea to Sea
Kanadha

Kanadha imwe yenyika dzakatapwa ne Bhuritani dzine hugari hwevarungu hwawanda kudarika varidzi venyika vakawanikwa munyika iyi. Imwe yenyika dzine hugari hwamira saizvozvi ndiyo Ostireriya. Varidzi venyika vakawanikwa vari muKanadha neOstireriya vanodanwa kunzi maAboriginals; zvisingarevi kuti marudzi aya munyika mbiri idzi ane ukama asi kuti ndivo zvidzazvepo.

Kare varidzi venyika vaidanwa kunzi Vaindo Vatsvuku muKanadha asi pari zvino vanodanwa kunzi Aboriginals kana kuti First Nations.

Prime Minister Justin Trudeau


Amerika Maodzanyemba

Andigwa ne Bharibhudha · Bharibhadhosi · Bhelize · Dhominika · Eri Savhadho · Girenadha · Gwatemala · Haiti · Hondurasi · Jamaika · Kanadha · Kosta Rika · Kyubha · Mabhahama · Mehiko · Musande Kitsi ne Nevhisi · Musande Rukia · Musande Vhinzone na Girenadhinezi · Nikaragwa · Panama · Rudhende rwe Dhominika · Trinidhadha ne Tobhago · Mubatanidzwa weMavusi

Nyika

Angwila · Arubha · Bherumudha · Bhonayi · Zvitsuwa zve Bhuritani Virigo · Zvitsuwa zva Kayimani · Kyurakao · Girinilandi · Ghaudhelupu · Matinike · Mondiserati · Chitsuwa Navhasa · Pweto Riko · Musande Bhatelemi · Musande Maritini · Musande Petro ne Mikeroni · Saba · Sinthi Ustashisi · Zvitsuwa zve Maturuki ne Kaikosi · United States Virgin Islands

Zvisi ne Materitori ekunze


North America
United States of America | Canada | Mexico

Tags:

Amerika MaodzanyembaMaodzanyembaMuyeramwakaUnited States of AmericaZiwumbe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

ItsvoNyamutswaMombeChitsongaNhundiramutsimeBonga ChihwaChembere DzagumhanaJeon Jung-kookGweruMazambukoMipanda yemazitaNzou - SamanyangaBongaWikipedia shanduro dzemitauroZembePepanhauNechinangaMutupo ye ShavaAndigwa ne BharibhudhaMimhanziChiredziItariWikiduramazwiNhovoHereroZvipfuyoMupurwaMutupoMhembweTurkmenistanGungwa re AtlandikiNdegeMubveveChifurenjiBere, MhukaKazakhistaniMoyo ChiranduNyamavhuvhuMwaka muZimbabweMususuHukuChiturukiZvinoshandiswa kuchengetedzaChipfambiMumeraZvitsuwaShondoZvindeyaGavaMachendeVaRembaVakundaVazezuruNyaudzosingwi M-PJason Ziyaphapha MoyoChindauMukadziRomeMvuraShokoMhofuMwambabvuRumandaWayiniMwakaMatsutsoNhuTogoSomaliaChinguriBotswanaHwabvu huteteChimiroChindeyaChandoUta neMuseve🡆 More