Denga Nenyika

Denga neNyika (Chirungu: universe) kana Denganyika mashoko aya ari kushandiswa pano kuturikira chinonzi universe.

Denganyika zvinoreva kuhwerengedzwa kwezvinhu zvose zvakasikwa naMwari. Denga neNyika rinobata nokusanganisira: sebhe dzose (matter kuChirungu); simba; nyeredzi; nyenyedzi; nguva nedengezeze rechadenga. Izwi rokuti Denga neNyika rinongova kubatanidzwa kwemazwi anoti denga nenyika.

Denga Nenyika
Denganyika

Kupiwa kwezita

Zita iri rapiwa richicherechedza kuti icho chinonzi Universe kuChirungu idunhu rimwe rine mamwewo matunhu anopatsanurwa mariri. Nyangwe zvaro rine zvikamu zvizhinji nemapoka mazhinji, rudunhumwe idunhu rimwe rine mitemo yaro, nekudyidzana kwezvinhu zvirimo. Iko kudyidzana kwezvinhu murudunhumwe hakusati kwapera kuongororwa nyangwe naivo ana mazvikokota vanofunda chikamu chemitumbi iri pamukaha wechadenga; kana nemiganhu yerudunhumwe hapana chaiye anoziva kuti inogumira kupi.

Chakakosha pakupiwa kwezita iri ndiko: kugonawo kutaura nerurimi rwedu zvinhu zvikuru, zvinoshamisa, zvisina mukare wakamboona akatizuwira kuti kwakadai kumatenga kuziyenda-nakuenda uko.

Denga neNyika rinobatawo Rinopasi ratinorarama pariri nedengezeze rechadenga chatinoona zuva nenyeredzi, kunova ndiko kunobhururuka chitundumusere.

Tsananguro

Izvo zvakasikwa zvinoonekwa zvinotsanangurwa senzvimbo yese nenzvimbo (pamwe chete zvinonzi nguva yemuchadenga) nezviri mukati. Zvemukati izvi zvine simba rese mumhando dzaro dzakasiyana, kusanganisira remagetsi remagetsi nemagetsi, uye nekudaro mapuraneti, mwedzi, nyeredzi, magaraxies, nezviri mukati meiyo intergalactic space. Zvese zvakasikwa zvinosanganisirawo mitemo yepanyama inokanganisa simba uye zvinhu, senge mitemo yekuchengetedza, echinyakare makanika, uye hukama.

Zvepasi rose zvinowanzotsanangurwa se "hupenyu hwese", kana zvese zviriko, zvese zvakambovapo, uye zvese zvichave zviripo. Ichokwadi, vamwe vazivi nevasayendisiti vanotsigira kuiswa kwemazano uye zvisinganzwisisike- senge masvomhu uye pfungwa - mukududzirwa kwezvinhu zvese. Izwi rokuti muchadenga rinogona zvakare kureva zvinhu zvakaita sedenga, nyika, uye zvakasikwa.

Mabviro eruzivo

Tags:

ChirunguDengezeze reChadengaMwariNguvaNyenyedziNyeredziSebheSimba

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

RhodesiaChindebele (chekuMaodzanyemba)Hute (ruvara)Mitauro ye Chiindo-YuropuGunyana 10VanuatuChemishongaNyaudzosingwi H-KGongoGungwa re PasifikiShumba -MhaziHungweMutowoNgoziChin'aiGenesisiWushumoChiredzwaDzira (nhengo)KameruniSahwiraNyamaGudoNyaudzosingwi R-UNzou - SamanyangaVaMacondeJeon Jung-kookKTsanga (Dzinde)WikiduramazwiChitsongaKushambadzaTsokoItariMwaka muZimbabweZisoKuvira kweZuvaRurindiAmericaRinopasiGumiguru 20Shumba GwaraKukadziChitendero chechiKristuMafashamoRukwezaGweeZuvaMhofuMhetaChirambo (misandu)MandorokwatiMudzimuNdira 15NhekweMhembweMudzidzisiNhutaAccraRwatataNdira 7NdebeleMuchenjeDonjeWikipidhiyaMuchero2021VugirikiGunyana 3Runyanga rwe AfurikaNdira 30NjodziWikipedia shanduro dzemitauroMbudziNhamba pfacha🡆 More