Mhofu

Mhofu (Eland in English) imhuka yemusango inowanikwa kuMabvazuva nekuChamhembe kweAfrica.

Mumhuri yenhoro dzinowanikwa muAfrica, mhofu ndiyo mhuka huru. Matongo emhofu ndidzo nyika dzinoti: Botswana, Burundi, Congo, Ethiopia, Kenya, Lesotho, Malawi, Mozambique, Namibia, Rwanda, South Africa, South Sudan, Swaziland, Tanzania, Uganda, Zambia neZimbabwe. Rimwe zita remhofu rinonzi nhuka.Vanhu vanoera mhuka iyi ndivo vanaShava Mwendamberi,vakadzi vanonzi anaChihera. AnaMusiyamwa ndivozve vamwe anaMhofu.

Mhofu

Tsika

Mhukarume izita remhuri rekuzvirumbidza rinowanikwa muZimbabwe.

Mhofu ndiyo mhuka inova mutupo wevayera shava, uye iyo ishava paruvara.

Mamwe Mazwi

  • Pfura kana bvura (loose skin under animal's chin) kureva ganda rakarembera pamutsipa wemhuka.

Mazwi eBantu

  • Silozi vanoti pofu (eland) kureva mhofu. VaTakwane vanoti nddodda (eland) kureva mhofu.
  • MaZulu vanoti impofu (Tan-coloured, tawny - colour of eland skin) kureva ruvara rwemhofu.
  • MaZulu vanoti impofana (Small eland, young eland) kureva mhofu diki.
  • MaZulu vanoti ubumpofu (Tan colour, tawny colour) kureva ruvara rwemhofu. MaXhosa vanoti impofu (n. eland skin) kureva mhofu.
  • Barotse vanoti pofu (n. cape eland) vachireva mhofu. Sesotho vanoti phofu (n. cape eland) vachireva mhofu.

Tags:

ChamhembeMabvazuvaMalawiMozambiqueNhukaSouth AfricaZambia (nyika)

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

ChizuluKudhomaEnzanharaNdumaSarapavanaDangbeMhando dzeMuripoHukamaUnited Arab EmiratesHotakotaNaijeriyaVaTavaraChapunguChityuZamuMasvomhuChiharaBonga ChihwaGunganidzoChayinaNhovaVamanyikaVandebele (vekuChamhembe)Ndira 27ItariTanzaniaBangkokMurundiWikiduramazwiChiviMurongazuvaChichayinaNhikaKukoshaDhorofiyaNyenyedziChiisirandiRooranai vematongoEl SalvadorMbitiMusamboMuchekoNdiraTanhatuVakorekoreKukumbana pabondeKubvumbi 22Duri neMutsiGeorge W. BushHwevaRuambandangaChihindiKurimaRuambanyeredziKubvumbi 20ChiturukiZvindeya muRuambanyeredziTsumoGunyana 16KubataBiririKerigistaniYemeniDiodeNunguNzaraEnzaneMhopoKubvisa nhumbuVasalamaIjipitaChisimiraMwariKukadzi 28NdaraMukondombera weAIDSHuku🡆 More