Hweva

Hweva (Chirungu: Venus; chikwangwani: ) kana Hwevera izita rechindeya yechipiri kubva kuzuva.

Zita raHweva muChirungu rakatumidzirwa kuteera mwarikadzi weRoma werudo nerunako. Sechinhu chakajeka kwazvo chechisikigo mudenga repasi usiku, mushure memwedzi, Hweva inogona kukanda mimvuri uye inogona, pazviitiko zvisingawanzo, kuoneka kune rakashama ziso masikati machena. Hweva riri pedyo neRinopasi kudarika zvimwe zvindeya.

Hweva
Mufananidzo waHweva

Zita

Hweva kana hwevera anemazita mazhinji.

Zvinotendwa kuti zita rayo rakatumidzwa nekuti muchinyakare vanhu vaiti Hweva anokweva zuva.

Ese aya mazita aitumidzwa kuna Hweva paaionekwa kumakuseni se - morning star. Asi nhasi zvinowanzonzi vanhu vekudhara vaigona kupesanisa zvindeya, senge Nyamatsatsi (mercury ikozvino) na iye Hweva,

Mazita aitumidzwa kuna Hweva paaionekwa kumadekwana - evening star.

Mabviro eruzivo

Tags:

ChindeyaChirunguMwedziRinopasiZuva

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

ChibhunuChirongoRinopasiZvita 14ZiwumbeMhembweDuramahwiMvuraMushambaVakorekoreMutsonzowaMehikoDunhu reManicalandChisvetasimbaMuchatoChikunguru 25Wikipedia shanduro dzemitauroChisvusvuroNdaraKerigistaniMangavaChikumi 24MudzimuKukadzi 21ChindauHaroChiheraUrurimiMupfutaShatoMhopoVandebele (vekuChamhembe)MupandaHumbowoNyamavhuvhuVugandaNyatsimba MutotaDuri neMutsiTongaMusarapavanaChitsereAmerika MaodzanyembaHoziZundeJulius CaesarChiTongaGwirikwitiMabvazuvaMurundiAlexandriaKukumbana pabondeChivhiyetinamuMunweChitofu (mugodhi)Kurume 21HugariKukadzi 23BaghdadFirimuLiguriyaDamascusNyong'oMhizhaJeon Jung-kookTrue Jesus ChurchChityuJira ReretsoChivabvu 26HutanoNhoroBonyoraMurambaChijapaniMhondoro🡆 More