Malawi

Malawi, kana Maravi (kana futi Malavi, kureva Murazvo paChishona) pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Malawi, inyika yakakomberedzwa iri kuChamhembechemabvazuva kwe Afurika uye yaichimbodanwa kunzi Nyasaland.

Rudhende rwe Malawi
Mitauro ye chihofisi
Chichewa: Dziko la Malaŵi
Chitumbuka: Charu cha Malaŵi
Malawi Malawi
National motto: Unity and Freedom
Malawi

Nyika dzakaikomberedza ndedzinoti: Zambia iri kuMaodzanyembaemadokero; Tanzania iri kuMaodzanyembaemabvazuva; ne Mazambuko iribata kumabvazuva, kuchamhembe nekumadokero. Ruwa rwe Malawi rwunodarika 118,000 skweya dzekiromita, uye ine hugari hwe vanhu vaisvika 16,777,547 (muna 2013). Gutaguru reMalawi rinonzi Lilongwe; rechipiri pakukura rinonzi Blantyre, rechitatu iMzuzu.

Vanhu vekuMalawi vanonzi Vamalawi, uye munhu mumwechete anonzni Mumalawi/Mmalawi.

Zita

Zita rokuti Malawi rinobva pashoko rokuti Maravi iro raiva zita revanhu vechiNyanja vakagara munyika iyi. Mamwe makomo makuru arimo anonzi Mlanje. Munyika umu munorimwa tii. Zita rokuti Maravi rinoreva kuti Murazvo.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Tags:

2013AfricaLilongweMazambukoNyika yakakomberedzwa nedzimweSkweya dzekiromitaTanzaniaZambia (nyika)

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

NhengoPeji RekutangaChigirikiMakotoreDare reVakokeriKutundaChitsereKutizira mukumboMbayoIndonezhaPfungwaRhoziMhopo (Bundu)MuwondeNjiriMogadishuEMutemoGudoMabayoChikakaQMudenge sezitaMbiseMhuriChimiroMatsutsoNyamafinguMagureNhengo dzesikarudziUvaranomweMhofuCyprusMuchatoMuzukuruRovambiraChirunguMoyo DhehwaGiles KuimbaSadzaMakunakunaNdiko Kupindana KwamazuvaKubayaMombe dzemashangaGwetaTsaonaBhizimusiNyikaKusvipa mateQatarSarapavanaGlendaleChin'aiMapfundeChimurenga ChechipiriChikunguru 12ChisvusvuroYemeniPhilippinesMabviDanhautandeMariMubondaCecil RhodesSinyoroFudzamombeBaskin-RobbinsMutumbu sezitaClement Doke🡆 More