Ruambanyeredzi (Chingezi: astrology) kana Unenanyeredzi iTendareve-sayinzi (pseudoscience) iyo inoti kune ruzivo rwamwari pamusoro penyaya dzevanhu nezviitiko zvepasi pano nekudzidza mafambiro uye nzvimbo dzakaringana dzezvinhu zvekudenga.
Hushure (Background) |
---|
Nhoroondo ye Ruambanyeredzi · Ruambanyeredzi ne Sainzi · Ruambanyeredzi ne Upanganyeredzi ·Tambidzanwa, mhando, ne mitandira · Vaambanyeredzi · Sangano dze Ruambanyeredzi · Zvindeya |
Zvitambidzanwa (Traditions) |
chiBhabhironi · chiHereni · chiIsiramu · chiMadokero · chiHindu · Chinese |
Mabazi (branches) |
Chizvarwa · Electional · Horary · Medical · Financial · Locational · Psychological · Meteorological |
Zvitaridzo zve Ruambanyeredzi |
Hondowe · Handira · Mamanga · Gakandye · Shumba · Mhandara · Pima · Nyavada · Uta · Mbudzi · Rongo · Hove |
Izwi rekuti astro rinoreva kuti nyeredzi muChishona, uye 'star' muChigiriki.
Izwi rekuti ruamba- rinoshandiswa sechiwakashure chezwi reChingezi rinonzi -ology
Mamwe maZita
Izwi rekuti nyeredzi rinobva pazwi rekutanga reChiratini rekuti astrologia, rinobva muChigiriki ἀστἀσολογία - kubva ku ἄστἄσον (astron; "nyeredzi") uye -λογία (-logia; "kudzidza kwe" - "nhoroondo yenyenyedzi"). Nyeredzi yakazoenda mukureva 'nyeredzi-kufembera' nezvechadenga yakashandiswa pazita resainzi.
Zita reSaini | Rimwe zita | Shongrish | Chiratidzo | Chirevo | Chirungu | ChiBantu |
---|---|---|---|---|---|---|
Hondowe | Hondohwe Gondobwe | Erisi | ♈︎ | Ram | Aries | Chiswahiri
|
Handira | Hando | Torisi | ♉︎ | Bull | Taurus | Chiswahiri
|
Mamanga | Mapatya | Jemenai | ♊︎ | Twins | Gemini | Chiswahiri
|
Gakanje | Gakandye | Kenza | ♋︎ | Crab | Cancer | Chiswahiri
|
Shumba | Mhondoro | Rio | ♌︎ | Lion | Leo | Chiswahiri
|
Mhandara | Utsvene | Vhego | ♍︎ | Virgin Pure woman | Virgo | Chiswahiri
|
Pima | Chiyero | Ribhura | ♎︎ | Measure Scales | Libra | Chiswahiri
|
Nyavada | Rize Nyaridi | Skopisi Skopiyo | ♏︎ | Scorpion | Scorpio | Chiswahiri
|
Uta | Utati Utamseve | Sajiterisi | ♐︎ | arrow | Sagittarius | Chiswahiri
|
Mbudzi | Kapurikoni | ♑︎ | goat | Capricorn | Chiswahiri
| |
Rongo | Hari Chirongo | Akwarisi | ♒︎ | water-barrer | Aquarius | Chiswahiri
|
Hove | Paishisi | ♓︎ | two fish | Pisces | Chiswahiri
|
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Ruambanyeredzi, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.