Rooranai Vematongo

Rooranai vematongo chirevo chevakuru vakare, chirevo ichi chaidzidzisa kuti vanhu varoorane vakakurira mumisha inodyidzana uye ine tsika nemagariro akafanana.

Zvichida izvi zvaiitirwa kuti kurwa nekusawirirana mukati mewanano kwaizoita kushoma.

Mitauro yeBantu

Pamazwi emitauro iri pasi iyo, vara rinonzi ɔ̀ rinoverengwa sokunge o.

  • Sangho inoti sedongo (n. classification) - zvichida kureva matongo. Fananidzai nechirevo - rooranai vematongo?
  • Sangho vanoti dongo (classification, sub-divide, measure out). Mamwe mazwi: dongbi (v. classify, organise). Dongbise (n. hierachy).
  • Elip vanoti gɪ̀≠dɔ̀ŋ (n. village, clan, country, ethnic area) kureva dzinza, musha kana nyika.
  • Yangben vanoti kɪ̀≠tɔ̀ŋ (n. country, ethnic area, village) kureva nyika kana musha.

Tags:

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Peji RekutangaGungwa re IndiaNyaudzosingwi M-PBhumiMamotaMitemo yaNewton paMuhamboBhurugariyaMufufuWikipedia shanduro dzemitauroRuredzoShumba NyamuzihwaNyamavhuvhu 13ChigirikiTehranMhetaUta neMuseveThe BahamasMimhanziMuteroMipanda yemazitaMhungaShava MutenhesenwaChiwesheMususuNhembeMoyo ChiranduChirunguMunyuMhakureChirongoShava NyakudirwaChirevoBhuruMubatanidzwa weNyika PasiroseKuumbaNyamavhuvhu 7NjivaDMirairo gumi yaMwariKubvumbi 3RumandaNhekweKambodhiyaShaveshaveHurukuroDonald TrumpAmerika ChamhembeChiswahiliIsiraeriGumiguru 1Gumiguru 23ChibageAMehikoMwakaEnzanharaGarweMbudzi 20MunhikwiMwambabvuKaroiNharaundaChiturukiRhoziRuseroHukuRugareShiriMoyo DhehwaNgodaKumiminaLondonPono🡆 More