Mubatanidzwa Wenyika Pasirose

Sangano reMubatanidzwa weNyika Pasirose (nechirungu United Nations) (MNP-UN) isangano rinokotsvanidza nyika dziri pasirose; sangano iri rakaumbwa mugore 1945 zvichitevera kupera kweHondo yePasirose yeChipiri.

Sangano iri rine zvinangwa zvina zvinoti:

Mubatanidzwa Wenyika Pasirose
Mubatanidzwa Wenyika Pasirose
Mubatanidzwa Wenyika Pasirose
Mubatanidzwa weNyika Pasirose , Geneva, Switzerland
  • Kukurudzira kuwadzana pakati pemarudzi nenyika pasirose.
  • Kubatsira marudzi nenyika kushanda pamwechete nechinangwa chokupedza:hurombo; nzara; zvirwere; nekusadzidza, uye kururudzira kuremekedzana pakati pemarudzi nevanhu panhau dzine chokuita nekodzero dzevanhu nerusununguko rwevanhu.
  • Kuva muzinda unoringanisa nokuyananisa mabasa anoitwa nemarudzi nenyika kuti vakunde pazvinangwa zviri pamusoro izvi.

Muzinda weUnited Nations uri ku[[

.

Tags:

Hondo yePasirose yeChipiri

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

TshilubaMotsiHushangazhiMutsazanisiMhindoMbiraNhengo dzesikarudziEdgar TekereLondonMurooraMwariChiiGunyana 8DindingweWikipedia shanduro dzemitauroNjivaBiririNyokaRwendoUkraineMuzukuruPolandiKazakhstanMoyo SinyoroQatarMadingoTogoSiSwatiChiSpanishKombiyutaPeji RekutangaAnthakitikaMutanoRooraMboroBing CrosbyChina (nyika)NhovaUnited States of AmericaGasiMbevaKaroyiMabvazuvaMoldovaKaelaUtachiona hwemunzira inobuda nemwanaZumbaniNyamavhuvhu 16UgandaNdiraKutonongoraRunakoNaijeriyaMhana-mhanaSimudzo2023Kuzvimba (muviri)ZisoMbira yeMimhanziJira ReretsoManeraMukondomberaNorth AmericaShukukuviriChiheraChihwa🡆 More