♥Mipanda ye mazita (Chingezi: noun classes) mapoka ekurongwa kwakaitwa mazita eChishona:
Pane mipanda 21 asi mupanda wechi 20 wakabviswa nekuti wakaonekwa se usinakudzikama (vulgar).
BY MASTER SHUJO | Chivakashure | Dzitsi | ||||
Mupanda | ZVAUNOREVA | Muenzaniso | Maumbirwo ezita (Chivakashure + dzitsi) | Muchirungu | ||
1 | mu | munhu | mukomana | mu- | -komana | boy |
1a | Φ | zita emunhu | Chipo, Mabarani | Φ | Chipo | proper nouns |
2 | va | vanhu muuwandu | wakomana | wa- | -komana | boys |
2a | wa | ruremekedzo | waNdingoveni | wa- | wa Nokutenda veMuA3 | proper nouns (honorific) |
3 | mu | muti, zvinhu zvakagadzirwa nemuti, zvinhu zvinoshandiswa zvakabatwa (tools) | muti, mugoti | mu- | -ti | tree |
4 | mi | uzhinji hwemupanda 3 | miti | mi- | -ti | trees |
5 | ri | mazwi anotanga na 'r', b, g,d, j, etc. | rize | ri- | -ze | scorpion |
6 | ma | uzhinki hwemupanda 5 | marize | ma- | -ze | scorpions |
7 | chi | chinhu, mazwi anotanga na 'ch-' | chingwa | chi- | -ngwa | bread |
8 | zvi | uzhinji hwemupanda 7 | zvingwa | zvi- | -ngwa | bread |
9 | i | mhuka, mazwi anotanda na 'n', 'm' etc | imba | i- | -mba | house |
10 | dzi | uzhinki hwemupanda 9 | dzimba | dzi- | -mba | houses |
11 | ru | zvinhu zvisingaoneke kana kubatika | rufu, rudo | ru- | -fu | abstract things- death |
12 | ka | chinhu chidiki chinoshoreka | kanhu | ka- | -nhu |
13 | tu | ||
---|---|---|---|
14 | u | ||
15 | ku | ||
16 | pa |
Mapeji ekutarisa ekunze:
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Mipanda yemazita, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.