Niyakari (kureva nickel, kubva paChiarabhu: النيكل alniykal) kana Nikeru kutodza Chingezi, inhangande ye chemishonga inoshandisa Ni sechiratidzo uye ine numeri ye hatomu ya 28.
Isimbi inohwinya uye yechisirivha-chena inekaundrama kainako. Niyakari isimbi youdarikira yakaoma uye inopambadzirwa. Niyakari tsvene inorhiyekta pazvechemishonga asi zvidimbu zvikuru zvinorhiyekta noupore-pore nemweya mumakondisheni echidzikwe nekuti hwada rekupasivha (kureva passivation) remafomu eniyakari yechivututsiro pachiso inodzivirira kumwe kun'ura. Zvakadaro, niyakari tsvene inowanikwa muchigoko cheRinopasi muuwandu ushoma, karuzhinji inowanikwa mumatombo e-ultramafic, uye nemu maintiriya enyuruko dzikuru dzeniyakari-utare dzisinakugangaridzwa kuoksijeni dziri kunze kwe guteromweya re Rinopasi.
|
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Niyakari, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.