Muchidzidzo cheTaranyika, hugari hwevanhu (population) ishoko rinoreva huhwandu hwevanhu vanogara munzvimbo iri kutaurwa nezvayo.
Someunzaniso, guta reHarare rine hugari hwevanhu mamiriyoni 2,8 zvichitevedza manhamba akaburitswa mugore ra 2006.
MuZimbabwe vanhu vanosiverengwa mushure memakore gumi (10). Saka nhoroondo yokuverengwa kwevanhu inoti izvi zvakaitwa mukakore 1982, 1992, 2002. Kuverengwa kwevanhu kunotevera kuri kutarisirwa mugore ra 2012. Chirongwa ichi chinotungamirwa neCentral Statistics Office.
Tsinhano yeHugari mazwi Ari kushandiswa pachinyorwa chino kuturikira chinonzi population density kuEnglish, inodudzirwa sehuwandu hwevanhu vanogara munharaunda yeskweya rekiromita. MuAfrica nyika dzine tsinhano yehugari yakaderera dzinosanganisira Botswana neNamibia.
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Hugari hwevanhu, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.