Mukondombera zvinoreva pandemic kana chirwere chakatekeshera.
AIDS muenzaniso wechirwere chakatekeshera - saka pakutaurwa tinofanira kuti Mukondombera weAIDS nokuti kunokwanisa kuita mukondombera wechimwewo chirwere. Mazuvano vanhu vazhinji vanokanganisika vachifunga kuti zvinoreva chirwere che HIV-Aids.
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Mukondombera, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.