Mbada

Mbada kana kamba (Leopard) imhuka yemusango iri mumhuri yekatsi dzemusango.

Mhuka iyi ine mavara machena, mamwe akati svibei zvishoma, neyenhema nhema. Mbada inowanikwa muziwumbe reAfrica neAsia.

Mbada

Mhuka iyi inonzi inogona kuvhima zvakanyanya; inokwira miti kana kutiva muvura uye inotakura dzimwe mhuka dzakakura zvakanyanya. Kana yovhima inomhanya neSpidhi inosvika 58 kilometres pa hour.

Mazita emhuri

Kune mazita emhuri ane chekuita nembada. Mamwe ndiwo anoti: Mbada, Kamba.

Tsumo

  • Manenji kuona kamba ichitamba nembudzi. It is astounding to see a leopard playing with a goat.
  • Mwana wengwe -- mwana wengwe kuona chikara haatizi.

Mitauro yeBantu

  • Chewa vanoti nyalubwe kana nyalugwe (leopard). VaWabo vanoti nyarugwe (leopard) kureva mbada.
  • Tiriki vanoti ingoyi kana tsingoyi pakuwanda (leopard) kureva mbada.
  • Kabwa vanoti engwe (leopard) kureva mbada. Lugwere vanoti mpala (n. leopard) kureva mbada.

Tags:

AfricaZiwumbe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Zvita 252013Gunyana 9HurungweBhurugariyaAGurweKutanda botsoChikumi 5ChisiriyaChivabvuNdira 4MapatyaNzou - SamanyangaVavhendaHandira (nyeredzi)AfurikaRumandaVanuatuNdira 19Bhari2022Peji RekutangaJapaniVhatikaniHangaiwaKubvumbi 13MhuriKubvumbi 3VaZigulaRuvengoRuvaNamibhiyaRufuTsuroUbhudhaMunyuKurima neMombeKerekeNharaundaShumbaNeparuNdira 7Nyamavhuvhu 24Chin'koUta neMuseveKuchaya mapotoShangwaMipanda yemazitaTema (ruvara)GudoMunyakweLisbonChirema (chindeya)HutsvukuNyembaRhashiyaDuramazwiMasvomhuZvidhinhaMunyaniWayaMhizhaZvinamato zvemuAfurikaFloridaKubvumbi 22TokyoZvombo zvehondoHoveUzoroastiKurume 18NhareyamadoNjuzuKurume 12MubvandiripoMunjelele sezita🡆 More