Mbeva

Mbeva kamhuka kadiki kanenge gonzo kanowanikwa Pasirose.

Mbeva inosiyana negonzo pakuti inogara mumwena musango asi gonzo rinogara mumba. Kune mamwe matunhu mbeva inodyiwa nyama. Kune mhando dzembeva dzaka siyana dzinenge matedze, banya kana dapi, shana, madingo, mhana-mhana.

  • Mwana wembeva anonzi manditeya.
  • Joro (Conical trap for mice) apa kureva munheva or riva.
  • Jeta kana kucheta (Cut through with teeth - especially rodents) kana kucheza.
Mbeva
Mbeva[1]

Mhando dzeMbeva

  • Madingo imhando yembeva. Iyi mbeva ino gara dzaka wanda mumwena mumwe chete kusika kana makumi mashanu mumwena mumwe chete.
  • Mhatsi kana mbasi (n. Dendromus melanotis).

Tsika

Kune zvinamato netsika zvinodzivisa kudya mbeva. Izvi zvinosanganisira vanoera mutupo wembeva VaRemba or VaMwenyi, vanotevedza Tsamba Tsaru yeBhaibheri, Mapositori, vanamati vechiMuslim nevamwewo.

Mbudyo (Escape hole in mouse run) kureva mbudo inobuda nembeva kana yasvika njodzi.

Tsumo

Beche rembeva utsavi.

  • Mbeva haicheri mwena usina mabudiro. Apa kureva - Munhu akangwara anogara aziva mabudiro ake patsekwende kana kuti anoziva kuti anozogona sei zvinhu zvaatanga.
  • Mbeva zhinji hadzina marise. Too many mice have no lining for their nest.
  • Mbeva zhinji hadzina mashe. Many mice have no lining for the nest.

Mitauro yeAfrika

  • VaMbugwe vanoti mbeva (rat) kureva gonzo.
  • Nyanja inoti kubulika (to come up, breaking up through; of mice through their holes, of water on a wet place on the floor) kureva kuburika.

Tags:

Mbeva Mhando dzeMbeva TsikaMbeva TsumoMbeva Mitauro yeAfrikaMbevaDapiGonzoMadingoMatedzeMhana-mhanaNyamaShana

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

ZvirimwaMipanda yemazitaNhoroChikweretiGlendaleTumbareMatagadzikwa2022Zvita 17VaDigoMusikavanhuHurungweChirenjeMushongaVandebele (vekuMaodzanyemba)RhashiyaKubuda MututuNjeeMukana (nhengo)Zvita 2ChikonziMukadziChirwereNyatiNetherlandsHurwaAfurika ye MabvazuvaRuzhaNyikaUgandaChinyaniSekuruMwedzi yeGoreMoritaniShoraHukuChikunguruNganoNjiriMucheroShumbaAngolaUnited States of AmericaBhaibheri reChiNdauNyatsimba MutotaVahungwePolandMuchatoChenjeChimandaSeoulMamanga (nyeredzi)PfungwaKupipaChris BrownMharaChingwaAmbuyaAshokaNjivaKonfuzhiMuskweHwaroGunyana 29EnglishKazakhistaniMukiwaChindebele (chekuMaodzanyemba)ZerereChiturukiMahobiZvinamato zve pasiroseSamaita MutasaChamhembeMoyo🡆 More