Ribhiya

Ribhiya (kureva Libya) pachihofisi ichinzi Muvuso we Ribhiya inyika iri kumaodzanyemba kwe Afurika.

ليبياLībyā
Ribhiya Ribhiya
Ribhiya

Nyika ye Ribhiya yakakombwa neBhahari re Medhiteraniya riri kumaodzanyemba, Ijipita iri kumabvazuva, Sudhani iri kumabvazuva kwadziva kuchambembe, Chadhi ne Nayizhe dziri kuchamhembe, uye Arujeriya neTunisia dziri kumadokero. Nyika ye Ribhiya ndiyo yegumi nenomwe pahukuru kwenharaunda; Ribhiya ine nharaunda yakakura mamiriyoni 1.8 eskweya rekiromita.

Gutaguru re Ribhiya rinonzi Tripoli rine hugari hwevanhu mamiriyoni 1.7 nyika yese ine hugari hwevanhu mamiriyoni 6.4 chete. Pahupfumi hwemandayebwe Ribhiya ndiyo yegumi (10th) pahupfumi hunozivikanwa, uye ndiyo yegumi nenomwe pakuburitsa mafutarubwe.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Tags:

AfurikaArujeriyaBhahari re MedhiteraniyaChadhiIjipitaMadokeroMaodzanyembaNayizheNharaundaSkweya rekiromitaSudhaniTunisia

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Bonga-musakwaniMuzhanjeChikumi 11BakuKututaKiwaniMvuuTogoVambireMudzidzisiChayinaChitsereMutsvoritsvotoMamanga (nyeredzi)KuwaitChijerumaniAngolan ProteaHànzìMitambariko yeTaranyikaNyangaChikumi 9DzunguEnglishZvechadengaRushambwaChișinăuNechinangaDota2010PepanhauMuwondeBangaSaipurasiMagaziniChiranduMapfundeMudzimuMhepoDausiVakongoMhandaraMuskweHukamaKudzitirwa kwemwedziNzira dzekudzivirira nadzo kubata pamuviriBakoTsikaChinaDambudzo MarecheraAmbuyaZanzibhariPutugaroBantuRukwezaUvakiSvutugadzikeMufenjeVladimir PutinShoraRinopasiUzuruKadomaGungwa re AkitikiSamasimbaKubuda MututuShava MutenhesenwaTsivatsaonaMbiseZvita 28Moyo ChiranduVavhendaTouba, SenegalNjuzuPanamaMoto🡆 More