Togo

Togo, pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Togo, inyika iri kuMadokero e Afurika.

Rudhende rwe Togo
Mutauro wechihofisi
Chifurenji: République togolaise
Togo Togo
National motto: Travail, Liberté, Patrie
Togo

Yakaganhurana ne Ghana kumadokero, Bhenini kumabvazuva ne Bhurukina Faso kumaodzanyemba. Inotandavara kuenda kuchamhembe kwe Guhwi re Ghini, uko kwakagadzikwa gutaguru rayo, Lomé.

Mutauro wechihofisi weTogo iChifurenji.

Vanhu vekuTogo vanonzi Vatogo/Vatogoli uye munhu mumwechete anonzi Mutogo/Mtogo pamwe kana Mutogoli/Mtogoli.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Tags:

AfurikaBheniniBhurukina FasoGhanaLomé

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Shava MutenhesenwaKukadzi 9MudzidzisiSpeiniMubvamaropaZvita 15NzunzaShava MwendamberiTsiruShiriGwengaNzvoveraMupungaNyatsimba MutotaMaruta (nyika)MbembesiUgondamanoBhurumaHuronyoKurume 1Gungwa re AtlandikiNyamavhuvhuMukumbiHurukuroMangavaVajudhaGunyana 10SekuruGunyana 29South AfricaMoyo SinyoroTsaonaMhandara (nyeredzi)MubondaDuramazwiSkopjeMushongaMachendeGudoItariYerelendiMbambairaMaodzanyemba kwakadziva kuMabvazuvaMhereMhaswaIndiaKerigistaniMabvazuva kweChamhembeShondoKonfuzhiMususuMhukaMubvandiripoMusvodzambudziHushaviKugochaVakalangaBhombaOstiriyaNyaudzosingwiChileAmerika MaodzanyembaChiheraKutanyaChikumi 13VaarabhuChiedzaZvita 31Chifumuro sezita🡆 More