Ukristu

Uchikristu, Ukristu (kureva Christianity, christianhood) Chikristu, kana Hukristo, chinamato che Ruabarahama wo unotodza hupenyu ne zvidzidzo va Yesu we Nazareta.

Ndicho chinamato chikuru pasirose, ne vateveri vanosvika 2.8 bhiriyoni, uchimirira ubodzi-tatu (kurvea one-third) we huwandu pa ghulobhu. Vatendi vechinamato ichi vanonzi Vakristu, vanoestimetwa kutora huwandu we nyika ne materitori angasvika 157, uye vanotenda kuti Yesu ndiMukororo wa Mwari, ngokuti kuvuya kwake kwe Umashiha/Umashiya (Umuzodzwa) vukwa muBhaibheri re Vahebheru (rinonzi Testamende Yekare muChikristu) uye yakakoronikwa mu Testamende Itsva.

Zita Muchivanhu

  • Vukristu, Hukristu, Wukristu
  • Vuchikristu, Huchikristu, Wuchikristu

Ukristu mu Afurika

Itopiya

Tarisai: Ukristu mu Itopiya

Itopiya ndiyo nyika yega yemuAfurika isina kukolonwa uye ndiyo yakatanga kutenda zvoChikristu, kubva muchinyakare munguva ye Umambo we Aksum na Mambo Ezana muzanagore 4 AD.

Tags:

KuvukaMwariYesuZvinamato zve Ruabarahama

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

LisbonKukadzi 23TsvukuChipikoKerigistaniTsokoKukadzi 28Zvita 1Gungwa re AtlandikiBhuruneiHoshaZvita 10HofisiIndiaZvipfekoChiaramuChiShonaNzimbeChiarabhuChitendero chechiKristuMunyuZvinyorwa zve Zvechivanhu kuzhe kwe WikipidhiyaNhereraANhoroondoVandauMapfunde2024Nyamavhuvhu 3Shava MutenhesenwaWikiduramazwiPeji rekutangaNdira 1Katsuki BakugoKukadzi 9PanamaVazezuruMutumbu sezitaKurume 1OstiriyaIsiraeriDerereChiheraLibyaBhuritaniMoyo SinyoroFuranziVakalangaRuambandangaKubvumbi 10HararZita rekutangaVukireniMwariMapapuShondoKuumbaVavhendaChivabvuMubhununuMbudziUbareMhuriChikunguru 6ChiSpanishChikunguru 21Nyamavhuvhu 23Nyamavhuvhu 18ChenaGhini YomutsazanisiKutanda botsoCarbohydratesKukumbana🡆 More