Ngozi

Ngozi (Avenging spirits) zvinoreva chiitiko chinotaurwa kumarudzi evatema chokunge munhu akauraiwa nenzira isina kururama omukira avo vakamuuraya kuti atsive rufu rwake.

Kumukira vakauraya uku kunonzi kupfuka ngozi.

Chirevo

  • Kugona ngozi kuiripa.
  • Kune nhetembo inozivikanwa zvikuru inonzi Ngozi yerombe igandanzara.

Mitauro yeBantu

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti ingozi (1. severe wound; 2. throbbing pain from an old wound).
  • MaZulu vanoti ingozi (danger, risk, accident, misfortune).
  • VaTaita vanoti kukosa (transgress, to sin, to offend, to wrong) kureva kutadzira. VaTaita vanoti mkosi (offender) kureva mutadzi.
  • Vatauri veEkegusii vanoti kosera (to grind), kureva kugaya.
  • VaDigo vanoti koseka kana kukoseka (to be faulty, to be at fault). VaDigo vanoti koserwa kana kukosesa (to be wronged by another).

Tags:

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

Mazita eChishonaGwararezhouMudondoChishanuHugariVusvwisiEriteriyaAmericaHambautareHuronyoAdolf HitlerZvitsuwaJorodhaniNyimoChiputukeziSeyisheriKunaya kweMvuraTajikistanDindingweChitaMhetaSangarweVhangeri ra RukaMboroChikoroMansa MusaChivanhuJeon Jung-kookChiviPonoChidemboYunivhesiti yeZimbabweNharaundaNhu2012AfughanistaniMhandaraMaodzanyembaMipanda yemazitaSadzaDhadhaPeji rekutangaChirongoVafulaniNyenyedziNChinaChikumi 18BizuPolandVaRembaZvinoyeraBwatoShava (ruvara)Mutambo weTsoroPeji RekutangaPfungwaAfrican Leadership AcademyMichael JacksonJongweDandiraNyaudzosingwi H-KKicheniChiredziYemeniMuvaraUsaviSvikiroVaTavaraChamhembeMadoraChitsuwaWikipedia shanduro dzemitauroRwiziNorth Korea🡆 More