Mazita eChishona ari pachinyorwa chino mazita ari kushandiswa mazuva ano semazita ekupiwa.
Mazita eChishona akawanda nokuti mamwe mazita anopiwa zvichienderana nokuti vabereki kana mhuri iri padanho rakadii muupenyu. Sokuti mhuri yabva mukufirwa inokwanisa kupa mwana azvarwa panguva iyoyo zita rokuti Munyaradzi kana kuti Tanyaradzwa.
Pachikamu chino hapana kunyorwa mazita emhuri. Mazita ari pano akanyorwa zvichitevedza marongerwo ezviperengo zvemavara nemashoko kana bumbiro re mabhi.
Chinangwa chechinyorwa chino ndiko: kudada nerudzi rwedu; chimiro chedu; nekwatinobva, kuita manyawi nemutauro wedu; kutenda nekurumbidza Mwari kuburikudza nemazita edu; tiine tariro yokuti ramangwana redu rinodadisa.
Vamwe vedu vechitema vari kune dzimwe nyika vanopa vana vavo mazita emutauro wavo; ndicho chishuwo chiri pano kuti tipfumbidze nokupemberera rurimi rwedu rwatakapiwa naiye musiki.
Tarisiro ndeyekuti mazita ari pachinyorwa chino achapfuuura 500; pari zvino mazita aripano anodarika 400.
|
Zita | Chirevo | Zita | Chirevo | |
---|---|---|---|---|
Ab | ||||
Abarahama | kureva akabara hama; baba wehama. | Abhurahama | uhlovo wezita rekuti Abraham | |
Ach | ||||
Achiriko | Achiko | |||
Achiripo | Achipo | |||
Ad | ||||
Adiwa | Ada | |||
Adiwanashe | Adaniwa | |||
Adaishe | Adaniwanashe | |||
Ae | ||||
Aedza | ||||
Aedzwa | ||||
Af | ||||
Afara | Afaranashe | |||
Afadzwa | Afadzaishe | |||
Ag | ||||
Agere | Agerepamoyo | |||
Agerenashe | Agona | |||
Agonanei | ||||
Ai | ||||
Aidei | Aita | |||
Aida | Aiziva | |||
Aizivaishe | ||||
Ak | ||||
Akudzwa | Akagondeka | |||
Akudzwanashe | Akuranashe | |||
Akoshei | Akosha | |||
Akoshasaani | Akunda | |||
Akundanei | Akundei | |||
Akundiswa | Akasvinuka | |||
Akatova | Akatendeka | |||
Akudzwe | Akanaka | |||
Am | ||||
Amira | Amirenaishe | |||
Amirira | Amudaishe | |||
Amosi | sezita remubhaibheri Amos. | Amudisa | ||
Amuda | Amudana | |||
Amura | Amudanaishe | |||
Amurai | Amureka | zvimwe nezita rekuti Amurega | ||
Amupa | Amurega | |||
Amupaishe | Amuona | |||
Amuziva | Amuonaishe | |||
Amuzivaishe | Amugonda | |||
Amugondaishe | Amugondesa | |||
Amukudza | Amukudzaishe | |||
An | ||||
Anaka | Anazvo | |||
Anaishe | Anaye | |||
Anashe | Anayemuriro | |||
Anemutsa | Anesu | |||
Anani | Anesuishe | |||
Aneni | Anerudo | |||
Anemi | Anemoyo | |||
Anei | Anengoni | |||
Anofara | Anenjere | |||
Anofaranei | Anenjodzi | zita iri ngarisapuhwe vana, ityai Mwari. | ||
Aneruzoro | Anoona | |||
Anoshuva | Anoonaishe | kureva Mwari vanoona zvose. | ||
Anopa | Anoonazvoseishe | |||
Anomuda | Anomudaishe | |||
Anoziva | Anozivashe | |||
Anovimbanashe | Anouya | |||
Anotenda | Anotendamunashe | |||
Anodaniwa | Andirangarira | |||
Anovimbanaye | Andiraya | |||
Anobwinya | Andirayaishe | |||
Anehanya | Anenyasha | |||
Anodiwa | Anogaranasu | |||
Anotichengeta | Anogaranesuishe | |||
Anotida | Anotidaishe | |||
Anotsiva | Anatswanashe | |||
Anotechengeta | Anatswa | |||
Ao | ||||
Aona | Aonei | |||
Aonaishe | Aonga | |||
Aonanei | Aongaishe | |||
Ap | ||||
Apiwa | Apamoyo | |||
Apona | Aparudo | |||
Apiwarudo | ||||
Ar | ||||
Aripo | Aripedyo | |||
Ariko | Ariega | |||
Aripoishe | Arikuno | |||
Arikoishe | Aripamoyo | |||
Arikana | Arimumoyo | |||
Aruona | Araya | |||
Aruonarudo | Arukoshesa | |||
Arimo | ||||
As | ||||
Asara | Asarurei | |||
Asarirei | Ashinga | |||
Ashira | kureva kuti Gashira. | Asika | ||
Asiya | Asvika | |||
Aseka | Asimuka | |||
Asima | Asetsa | |||
At | ||||
Atida | Atora | |||
Atidaishe | Atiranga | |||
Atipa | Atirangaishe | |||
Atipaishe | Atitora | |||
Atenda | Atiropafadza | |||
Atikomborera | Atiropafadzaishe | |||
Atikomboreraishe | Atikudza | |||
Atisvinutsa | Atikudzaishe | |||
Atisvinutsaishe | Atisvitsa | |||
Atiparudo | Atisvitsaishe | |||
Atipamutsa | Atiwandisa | |||
Atishingisa | Atiwandisaishe | |||
Atiziva | Atizivisa | |||
Ativimbisa | Atizivisaishe | |||
Atipiyanisa | Atidadisa | |||
Atidadisaishe | Atigondesa | |||
Ationesa | Ationesaishe | |||
Atova | ||||
Au, Av, Aw | ||||
Auya | kubva pawito rokuti kuuya | Auyanashe | ||
Awuya | Awuyanashe | |||
Avuya | Avuyanashe | |||
Awuyanei | Avuyanei | |||
Auyanaye | Awuyanaye | |||
Avuyanaye | ||||
Az | ||||
Aziva | Azivaishe | |||
Aziwa | Azivei | |||
Aziwei |
Zita | Chirevo | Zita | Chirevo | |
---|---|---|---|---|
B | ||||
Bakai | kubva pakuti baka | Batanai | ||
Bakisa | Batamoyo | |||
Batai | kubva pakuti bata | Batsirai | ||
Betserai | Berekai | |||
Biria | Budiriro | |||
Burukai | Banga | |||
Burukai | Burutsai | |||
Burutso | Bako | |||
Batanai | Benyu | |||
Bakai | Bakiso | |||
Bg | ||||
Bge | kureva ibge, ibwe | |||
Bgirazuva | ||||
Bh | ||||
Bhahari | Bhuyai | kubva kuChindau pakuti kubhuya | ||
Bhenadheti | Bhenjamini | |||
Bhonifesi | Bhaharirezvido | |||
Bhaharirechido | Bhumi | |||
Bv | ||||
Bvuma | Bvumai | |||
Bvumidzai | Bvumidzo | |||
Bvumirai | Bvumiro | |||
Bviru | kureva kubvira | Bvumaushe | ||
Bvirudzo | kureva kubvirisa | Bvumamoyo | ||
Bviriso | sekubvira kwemoto. | Bvunzai | ||
Bvunzaivanhu | Bvunzamoyo | |||
Bvunzaiishe | ||||
Bhw, Bw, Bgw | ||||
Bwirazuva | ||||
Bwami |
Zita | Chirevo | Zita | Chirevo |
---|---|---|---|
Cha, Chwa | |||
Chaona | Chaonanei | ||
Chaonamunashe | Chaonamuriro | ||
Chaonanesu | Chaonarima | ||
Chakoshei | Chauya | ||
Chakoshanei | Chakondechei | ||
Chamira | Chamisa | ||
Chamiramunashe | Chamiranehana | ||
Chamiranaye | Chamiranesu | ||
Chadiwanaishe | Chimirira | ||
Chadiwanesu | Chadiwanehana | ||
Chakudzwa | Chakaneta | ||
Chauyanaishe | Chaendanaishe | ||
Chaoniswa | Chamirirei | ||
Chakudzwanaishe | Chakuramunashe | ||
Chatora | Chatorwa | ||
Chatonga | Chatongaisu | ||
Chaminuka | Chakaona | ||
Chakaonei | Chakaonamuriro | ||
Chaedza | Chamunorwa | ||
Chaedzanezuva | Chauyanezuva | ||
Chakajeka | Chavonga | ||
Chawapihwa | Chandapihwa | ||
Chafara | Chafadzamoyo | ||
Chafadzwa | Chafarisa | ||
Chanetanei | Chandaonamunyasha | ||
Chakanaka | Chanaka | ||
Chanakamunashe | Chanakachega | ||
Chaedzwa | Chafadzaishe | ||
Chaneta | Chaishe | ||
Chasiya | Chaendanaye | ||
Chamuka | Chamukanezuva | ||
Chasimukanezuva | Chandiropafadza | ||
Chazama | Chapuku | ||
Chawanda | Chawona | ||
Chakakosha | Chawana | ||
Chao | Chanatswa | ||
Chadenga | Chamirai | ||
Changamire | Chando | ||
Che, Chwe | |||
Chenai | Cheneso | ||
Chenaimoyo | Chenaimuhana | ||
Chenaimose | Chemoyo | ||
Cherupo | kureva chekupiwa | Cheruponiso | |
Chekuzuru | Chakata | ||
Chengoni | Cherudo | ||
Chengetai | Cheneswai | ||
Chengetanai | Chenjero | ||
Chenzero | Chemutsa | ||
Cherunako | Chenjedzo | ||
Chenjerai | Chenjere | ||
Chenzira | Chemedzai | ||
Chenzero | Chemai | ||
Chenzira | Chezhira | ||
Chengeto | |||
Chi, Chwi | |||
Chipo | Chipochashe | ||
Chipocherudo | Chipiriso | ||
Chido | Chidochashe | ||
Chidochemoyo | China | ||
Chipiri | Chiendo | ||
Chioniso | Chitsidzo | ||
Chinei | Chiratidzo | ||
Chineni | Chinaye | ||
Chimotsi | Chikondi | ||
Chishanu | Chitatu | ||
Chigondi | Chitendo | kubva pa "kuwanda" | |
Chinoziva | Chikondiso | ||
Chiyo | Chigondiso | ||
Chivhu | Chiwedzero | kubva pa "Kuwedzera" | |
Chinyenye | Chinga | kubva pa "jinga" | |
Chiendere | Chizuru | ||
Chidhumo | Chiuru | ||
Chienderero | Chimiriro | ||
Chikomborero | Chimoyo | ||
Chiendese | Chiringe | ||
Chiruva | Chinako | ||
Chiriyo | Chipiko | ||
Chidzidzo | Chiedzo | ||
Chidzokere | Chishumiro | ||
Chichemedzo | Chigumi | kubva pana "gumi" | |
Chimidzo | Chigumo | kubva pana "kuguma" | |
Chiedza | Chimuko | kubva pana "kumuka" | |
Chiedzachashe | Chiedzachake | ||
Chikudzo | Chinaishe | ||
Chipihwo | Chivaraidzo | ||
Chionei | Chishuwo | ||
Chikundo | Chishuvo | ||
Chikundiso | Chizivo | ||
Chitendeko | Chiriko | ||
Chiripo | Chinewe | ||
Chijekeso | Chivheneko | ||
Chiremera | Chisimira | ||
Chikudzei | Chirongo | ||
Chifadzo | Chivimbiso | ||
Chishumirei | Chidamoyo | ||
Chiwandika | Chiziviso | ||
Chivuya | Chiramwiwa | ||
Chidakadzo | Chitendei | ||
Chinyaradzo | Chikudzo | ||
Chikuru | Chikudze | ||
Chivaraidzo | Chiweza | ||
Chiweshe | Chiwera | ||
Chirahwe | Chiyo | ||
Chiwara | Chiwaru | ||
Chiwashira | Chijeko | ||
Chiratidzo | Chisi | sezuva rekuzorora musi wechisi | |
Chingamidzo | Chirimo | ||
Cho, Chwo | |||
Chokwadi | Chorunako | ||
Choto | |||
Chu, Chwu | |||
Chuma | Chumachashe | ||
Churu | Chumi | ||
Chumacherudo |
Zita | Chirevo | Zita | Chirevo |
---|---|---|---|
D | |||
Dana | Danai | ||
Dananai | Dadiso | ||
Dandaro | kubva pakuti kutandara | Dadai | kubva pana Daniel zve |
Dadirai | Dadisai | ||
Daira | Dadiswai | ||
Dairai | Dadaimunashe | ||
Dadanaishe | Dakaro | kubva pana "kudakara" | |
Dairaishe | Dakarai | ||
Dambudzo | Dakariso | ||
Danaishe | Dakadzo | ||
Dan | Daniwa | ||
Danamoyo | Danan'ombe | ||
Davidzo | Daviro | ||
Devedzai | Devedzanai | ||
Devedzo | Denga | ||
Dembera | Dengarashe | ||
Ditiro | Dima | kureva rima | |
Dova | Dota | ||
Dombo | Domboshava | ||
Doka | kubva pakuti kudoka | Domborashe | |
Donhodzo | Donhwe | ||
Donje | Donzvo | ||
Dudzai | Dukarashe | ||
Dh, Dhw | |||
Dhanieri | Dhanyeri | ||
Dhaka | Dhonza | ||
Dhirika | |||
Dz, Dzv | |||
Dziva | Dziwa | kureva dziva | |
Dzidzo | Dzidzai | ||
Dzinaishe | Dzidziso | ||
Dzikiso | Dzikamiso | ||
Dzikai | Dzikamai | ||
Dzokai | Dzosai | ||
Dzokakunashe | Dzinashe |
Zita | Chirevo mu Chishona | Mazita | |
---|---|---|---|
Edzai | Edzo | ||
Edzwai | Emerina | ||
Ei | Emoyo | ||
Endai | Endesaikunashe | ||
Eriya | Endainaye | ||
Enzanisanai | Endainashe | ||
Enzanisai | Endaikunashe | ||
Erukudzo | Eriza | ||
Eza | sekuti kueza | Ezai | |
Ereketai | Etsira | sokuti kubetsira, kuetsera | |
Ezira | Ezekieri | ||
Esiteri | Esiteri wemuBhaibheri | Esita | kureva Esiteri |
Esteri | kureva Esiteri | Erisha | kureva Elisha, Anenysha |
Erudo | Ereyaza | kureva Lazarasi | |
Eriyakima | Eliakima |
Zita | Ruvambo | Zita | Ruvambo |
---|---|---|---|
Fara | sokuti kufara | Farai | kubva pana "kufara" |
Faraimose | Faraimunashe | ||
Farisai | Fadzisanai | ||
Fadzai | Fambaimunashe | ||
Fadzaishe | Fananashe | ||
Fananai | Fadzanai | ||
Farata | sedzinde rinezita rimwe | Fisa | |
Firimoni | Firipa | ||
Fifu | semuvara fifu | Fishiko | kureva chinhu chakafishika |
Fungai | Funye | ||
Fungisai | Furuwa | ||
Funganai | Fundai | ||
Fungiswai | Fungiso | ||
Fuvana | Fudzai | ||
Fuwai | Fukidzai | ||
Fuma | Fumai | ||
Fumurai | |||
Zita | Ruvambo | Mazita | Ruvambo |
---|---|---|---|
G | |||
Gaya | Garai | ||
Gadzirai | Garikai | ||
Gambandishe | Gadzikai | ||
Gadzai | Garirai | ||
Gamuchirai | Gamuchiro | ||
Gadzikwai | Gamuchidzo | ||
Gashirai | Gashiro | ||
Garainashe | Gashira | ||
Garaimunashe | Gamuchiranai | ||
Gabhuroni | kureva Gabhurieri | ||
Giribheti | Gidhiyoni | ||
Gomo | Gonesai | ||
Gondai | Gonai | ||
Gorerino | Goneso | ||
Govero | Govai | ||
Goveranai | Goveso | ||
Gonekai | Gondo | ||
Goreriya | Gondobwe | ||
Gorerashe | Gokomere | ||
Gumi | Guma | ||
Gumai | Gumiro | ||
Gunyumbi | Gumiguru | ||
Gumisai | |||
GW | |||
Gwai | Gwairashe | ||
Gwatiranga | Gwara | ||
Gwararezhou | Gwishiri | ||
Gwendo | Gwinyiso | ||
Gwisai | Gwisano | ||
Gwirai | Gwisanai | ||
Gwinyai | Gwiyo | ||
Gwiyogwemoyo |
Zita | Tsananguro | Mazita | |
---|---|---|---|
H | |||
Hama | Hamandishe | ||
Hamadzashe | Hamunyari | ||
Hana | Hanayashe | ||
Hanayavo | Hamufari | ||
Harunami | Hazvinei | ||
Haruchiko | Haruperi | ||
Hachina | Haruchipo | ||
Hazviperi | Hatityi | ||
Hakurotwi | Hanu | ||
Haruna | Hakunei | ||
Hanayacho | Haro | ||
Hatendi | Hazvina | ||
Haudi | Hatinei | ||
Harinei | Hamuchinei | ||
Hatichina | Hamunei | ||
Haudei | Haunyari | ||
Haridi | Harifi | ||
Harifirudo | Haagari | kureva asingagari | |
Hachiperi | Hanga | kutodza mhuka | |
Haunei | Haruperirudo | ||
Harutizivirufu | Haridinaye | ||
Harioni | Hanganwa | ||
Hondowe | Hondohwe | ||
Hondobwe | Hondo | ||
Horanyi | Honai | ||
Horai | Hoto | seshiri yachona | |
Hupenyu | Hungwe | ||
Huyai | Huyaiishe | ||
Humiro | sekuti umiro | Huyautende | |
Huoniso | Huyanashe | ||
Hunaku | Hunako | ||
Hunei | Hurungudo | ||
Huchi | Hukundo | ||
Hutendi | Hukoshi | ||
Hw | |||
Hweva | Hwevera | ||
Hwami | Hwamindishe | ||
Hwanaka | Hwaidzashe | ||
Hwinyai | sekuti hwihwinya | Hwiriro | |
Hwihwinya | Hwiridzai | ||
Hwamanda | |||
Hwoto | |||
Hl | |||
Hloniphai | sekutodza Chindau |
Mazita | Ruvambo | Mazita | Ruvambo |
---|---|---|---|
Idai | sokuti "ida" | Idaishe | sokuti "ida ishe" |
Idaiishe | Irikidzai | ||
Isheanesu | Irikidzo | ||
Ipai | Ipaishe | ||
Ipainomoyo | Inzwaishe | ||
Itai | Itainorudo | ||
Izwi | Itainomoyo | ||
Izwiriya | Izwirashe | ||
Isai | Irwai | ||
Ina | Isheanopa | ||
Iriko | Ichiko | ||
Inoki | semunhu wemuBhaibheri | Ibwe | |
Isaya | Ipairudo | ||
Ivainesu | Iwainesu | ||
Isaka | Ingidzai | ||
Isheanopa | Isheanoda | ||
Ishemunyoro | Isaimumoyo | ||
Ishemanzwa | Ishemunonzwa |
Zita | Tsaanguro | Mazita | |
---|---|---|---|
J, Jw | |||
Jaira | sekuti "kujaira" | Jairo | |
Jairisa | Jairiso | ||
Jambwa | Jairira | ||
Jaidzo | Jana | kureva janha kana janho | |
Janha | kureva mukana | Jaidzwai | |
Janho | Jairiro | ||
Janhi | Jakove | ||
Jecha | Jena | ||
Jenaguru | Jekesai | ||
Jekeso | Jetero | kureva Jetro | |
Jenganiso | Jekuche | ||
Jekereso | Jekai | ||
Jeremiha | Jaidzai | ||
Jinga | kureva "foothill" | Jiho | kureva "ultisol" |
Jihwo | Johane | ||
Jokoso | Johani | ||
Jingarechikomo | Jingachinga | ||
Jingarashe | Jowani | kureva Johani | |
Joere | Joshuwa | ||
Josefa | Jowana | munhu wemuBhaibheri | |
Jarata | Jekanyika | ||
Jeko | Jenjedza |
Mazita | Tsananguro | Mazita | |
---|---|---|---|
K, Kh | |||
Karakadzai | Karikoga | ||
Kashiri | Khanyiso | kutodza Chindau, kureva kubakisa. | |
Khanyisai | Khanyisa | kutodza Chindau, kureva kujekesa | |
Kanaka | Kanya | ||
Kanyai | kubva pakuti kukanya | Kanaishe | |
Khanyai | kutodza Chindau | Kanaye | |
Kanyisai | Kanemuriro | kureva kanemoto | |
Karuva | Kamoto | ||
Karuvakashe | Kanatwo | ||
Kamuriro | sokuti kamoto | Kavaridha | kureva varidha ridoko |
Kajeko | Katendeko |
| |
Kanotenda | Kanouya | ||
Kanemoyo | Kadakadzwa | ||
Karekano | Kanemufaro | ||
Kafaranei | Kamoyo | ||
Kanehana | Kanofara | ||
Kaendanashe | Kaedzwa | ||
Kasiyei | Kayedzwa | ||
Karipo | Kafadzwa | ||
Kariko | Kanesimba | ||
Kazama | Kazhira | ||
Kaiziva | Kanerupo | ||
Kakosha | Kakoshei | ||
Kawana | Kaonesei | ||
Kandira | Kaonei | ||
Kanyeredzi | Kaonanei | ||
Kambeu | Kanoziva | ||
Kakhanyisa | Kanozivei | ||
Karikega | Kaneruzivo | ||
Kanovimba | Kapinimidzo | kureva "a small thought" | |
Kaona | Kaonaishe | ||
Kavona | Kaonarudo | ||
Kachuma | Kaonamoyo | ||
Kaonasimba | Kaenda | ||
Kajongwe | seruva racho | Kaseke | |
Ketai | |||
Komborerai | Koshai | ||
Kudakwashe | Kudzai | ||
Kudzwai | Kudzanai | ||
Kudzwaimunashe | Kumbirai | ||
Kuziva | Kundai | ||
Kuzivakwashe | Kutsirai | ||
Kushinga | Kundiso | ||
Kupukai | Kudaishe | ||
Kunaye | Kunaishe | ||
Kuchinei | Kumbiraishe | ||
Kunei | Kunani | ||
Kundisai | Kuonakwashe | ||
Kugonda | Kuziya | ||
Kufaranashe | |||
Kw | |||
Kwayedza | Kwanaya | ||
Kwaedza | Kwanai | ||
Kwadoka | Kwandiriko | ||
Kwirirai | Kwidzai |
Zita | Tsananguro | Mazita | Tsananguro |
---|---|---|---|
M | |||
Maidei | Maita | ||
Makagona | Makagonaishe | ||
Makanakaishe | Makandipa | ||
Makandipaishe | Makanyara | ||
Mazvita | Makanaka | ||
Makatipa | Makundano | ||
Makuwerere | Makura | ||
Maruvaruva | Manatsa | ||
Mandibhuya | Manikai | ||
Mandigona | Mandivamba | ||
Maruvaashe | Mandidaishe | ||
Masimba | Masimbaashe | ||
Masekei | Maonei | ||
Maona | Matidaishe | ||
Maonamunashe | Mandida | ||
Maruva | Maruvaashe | ||
Mandidisa | Maonamurudo | ||
Maoneso | Makatendeka | ||
Mavambo | Matinunura | ||
Maoneso | Maonesi | ||
Maonero | |||
Matipa | Matipaishe | ||
Marisa | Mavonga Mawonga Maonga | ||
Mazvitaishe | |||
Matendo | |||
Madekwana | Madeko | ||
Mazviitaishe | Mauya | ||
Matida | Matidaishe | ||
Mazivarudo | Maziva | ||
Matiparudo | Maivamoyo | ||
Madekwaano | Manhoko | ||
Matinunura | Mauyaishe Mawuyaishe Mavuyaishe | ||
Manheru | |||
Mavongei Maongei Mawongei | |||
Mavanesu | |||
Matengaashe | |||
Manueri | Mapinima | ||
Mawanda | Mazano | ||
Maida | Mabvirazuva | ||
Magwati | Mavirira | ||
Maenda Mayenda | Maendanaye | ||
Maenda | |||
Maendanashe Maendanaishe | Marasha | kubva pa "rasha" | |
Manyenjere | sparks of fire when poked | ||
Mandiedza | Mapinimidza | kureva mafunga | |
Matizama | Mauyanashe Mauyanaishe | ||
Manyika | |||
Mawada Mavada | Matikudza | ||
Matikudzaishe | |||
Mangwanani | Madokero | ||
Makuseni | Matiwandisa | ||
Mafaro | Matiwandisaishe | ||
Mafadzo | Mafaro | ||
Makai | Matidadisa | ||
Madadisa | Mateo Mateu | kureva Chihebheru - Matthew | |
Madadisa | |||
Maisei | Mahoro | ||
Maseu Maseo | Matizodza | ||
Madiwa | |||
Makomborero | Matiropafadza | ||
Maropafadzo | Manaka | ||
Mabuwa | Mabuwe | ||
Matizorodza | Matora | ||
Madiwanashe | Mapihwa Mapiwa | ||
Mapihwanashe Mapiwanashe | |||
Mafara | |||
Makajeka | Majekesa | ||
Matonga | Maunga Mawunga Mavunga | ||
Matongaishe | |||
Matongwanashe Matongwanaishe | |||
Matiraya | |||
Majekanei | Makajekeswa | ||
Mavheneka | Mavheneko | ||
Majeko | Makoshei Makosheyi | ||
Majekanei | |||
Manetei | Makosheswa | ||
Mawana | Mawanarudo | ||
Makosha | Makakosha | ||
Manatswa | Matiyeuka | ||
Matiyeuka | Matiyeutsa | ||
Matiziva | Matizivisa | ||
Mashinga | Matishingisa | ||
Matonhodzo | Mamoyo | ||
Mazana | Mana | ||
Mambire | Mavhudzi | ||
Mavura | Makumi | ||
Marangarira | Marangariro | ||
Matiranga | Matiraira | ||
Matironga | Matisvitsa | ||
Masvika | Mauro | ||
Makei | Mauroano | ||
Makore | Makanai | ||
Mera | Merai | ||
Mwenje | |||
Mira | Mirai | ||
Miriro | Michakata | ||
Misai | Misa | ||
Michakata | Miswai | ||
Miriraishe | Miso | kureva "chimiso" | |
Mirainashe | Minja | ||
Mhizha | Misha | ||
Misiso | Miswanashe | ||
Miranaye | Miramurudo | ||
Minamato | Mirairo | ||
Moyo | kureva mhumba, moyo | Moyomoto | |
Moyoweshumba | |||
Moyomuriro | |||
Misodzi | Moyowevhu | ||
Muchabaiwa | Muchaneta | ||
Moyotsva | Moyowani | ||
Moyowashe | Moyochena | ||
Moyomoto | Muchaneta | ||
Muchadura | Muchengeti | ||
Muchineripi | Mufaro | ||
Mugoni | Mugondeki | ||
Mukai | Mukudzei Mukudzeyi | ||
Muneni | |||
Muchengeti | Mugondi | ||
Mugovi | Mugovera | ||
Mugondi | Mukudzeiishe | ||
Murumbidzei Murumbidzeyi | Munei | ||
Muneniishe | |||
Munzwi | Munetsi | ||
Munonzwaishe | Munopa | ||
Munonzwaishe | Munzwi | ||
Munorweyi | Munopa | ||
Munopaishe | Munyaradzi | ||
Mutange | Mutangi | ||
Muringi | Muringira | ||
Musundire | Musodzi | ||
Muoni Muvoni Muwoni | Mutsa Musa | ||
Mutsawashe | |||
Mutumwa | Musawashe | ||
Mufudzi | Murisi Mulisi | ||
Munhongedzi | |||
Murudo | Muriro | ||
Munashe | Mumwoyo | ||
Munodei | Mumoyo | ||
Munongedzi | Muhana | ||
Mufare | Mufarekwazvo | ||
Munopa | Mufadzi | ||
Munazvo | Mutswai Mutswayi | ||
Mukai Mukayi | |||
Munashe | |||
Munaye | Murudyi | ||
Muongi Muvongi Muwongi | Musarirarudo | ||
Munodada | |||
Munodadisa | |||
Mutsvuku | Mununuri | ||
Musatye | Musiyiwa | ||
Munotyei | Mufirarudo | ||
Muzivi | Mudadi | ||
Muchena | Muchenesi | ||
Mungoni | Mutsitsi | ||
Muneinazvo | Mutendi | ||
Mungoni | Mungonidzashe | ||
Musarirako | Munei | ||
Mungonidzashe | Mumusa | ||
Muonisi | Munyasha | ||
Mutsitsidzashe | Mumutsa | ||
Mumusa | Muhunaku | ||
Mb | |||
Mbiri | Mbariro | ||
Mh | |||
Mhara | Mhingaidzo | ||
Mhinduro | Mharidzwa | ||
Mhiko | Mhindi | ||
Mv | |||
Mwaita | Mwatipa | ||
Mwoyo | Mwoyomwoto | ||
Mwoyochena | Mwoyowashe | ||
Mv | |||
Mvumo | Mvumirano |
Zita | Ruvambo | Zita | Ruvambo |
---|---|---|---|
N | |||
Naka | Nakai | ||
Natsai | Natswai | ||
Namatai | Naya | ||
Nakiso | Nayiwai | ||
Nakiswai | Nanhasi | ||
Natsa | Nangai | ||
Nangidzai | Nanganisai | ||
Namato | Namiso | ||
Namai | Namisai | ||
Naishe | Naishetapona | ||
Naishetakura | Naishetawana | ||
Naishetazama | Naishetizere | ||
Naishetinazvo | Naishetiripo | ||
Naishetigere | Nerudo | ||
Nehanda | Nenyasha | ||
Nengoni | Nebeza | ||
Nemoyo | Netsai | ||
Netseko | Netsekano | ||
Netsekanai | hanae | ||
Nerunako | Nehunako | ||
Nerugare | Nerukudzo | ||
Neruzoro | Nezuro | ||
Nerunako | Nehanya | ||
Nerupo | Nechido | ||
Nundu | Norudo | ||
Nunuro | Norutendo | ||
Nunurai | Nomutsa | ||
Norukudzo | Noushe Novushe | ||
Nonokai | |||
Nomwe | |||
N' | |||
Nd | |||
Ndaisva | Ndaiziva | ||
Ndarama | Ndaramo | ||
Ndangariro | Ndarira | ||
Ndafara | Ndofara | ||
Ndanatswa | Ndanatswa | ||
Ndouya | Ndione | ||
Ndungamidzo | Ndionei | ||
Ndira | Ndomupei | ||
Ndombo | Ndoto | ||
Ndoro | Ndorochena | ||
Ndotopamoyo | |||
Ng, Ngw | |||
Ngwarai | Ngara | ||
Ngwariro | Ngwarisanai | ||
Ngoma | Ngirozi | ||
Ngarawa | Ngoni | ||
Ngano | Ngonidzashe | ||
Nh, Nhw | |||
Nhamo | Nhamodzaenyika | ||
Nhasi | Nhaka | ||
Nhema | Nhambo | ||
Nhambochigare | Nhiriri | ||
Nhundu | Nhodzero | ||
Nhari | Nhoro | ||
Nj, Njh, Njw | |||
Njapa | Njere | ||
Njeredzashe | Njeredzanhasi | ||
Njiri | Njiva | ||
Ny | |||
Nyarai | Nyasha | ||
Nyaradzai | Nyaradzwai | ||
Nyaradzo | Nyararai | ||
Nyakare | Nyamushi | ||
Nyahuma | Nyashanu | ||
Nyundo | Nyundoyashe | ||
Nyengeterai | Nyeredzi | ||
Nyenyedzi | Nyengetero | ||
Nyengedzero | Nyevero | ||
Nyemwerero | Nyemwero | ||
Nyemwerai | Nyika | ||
Nyikadzino | Nyikadzashe | ||
Nz, Nzv, Nzw | |||
Nziyo | Nziyodzashe | ||
Nzira | Nzirayashe | ||
Nziramunashe | Nziyodzedenga | ||
Nziyomumoyo | Nziyodzerudo | ||
Nziyodzemufaro | Nzirainashe | ||
Nzwanai | sekuti kunzwa | Nzwisisai | sokuti kunzwisisa |
Nzwananai | Nzwisiso | ||
Nzou |
Mazita | Tsananguro | Mazita | Tsananguro | Mazita | Tsananguro |
---|---|---|---|---|---|
O- | |||||
Onai Onayi | ohnai (stylizing) | Ongai Ongayi | sokuti "kuonga"/ kuvonga | Ona | Ohna (stylizingi) |
Onesai Onesayi | |||||
Omesai Omsesayi | Omai Omayi | Onaishe | |||
Onanai Onanayi | |||||
Omberai | Oneswai Oneswayi | ||||
Onisa | Ongororai Ongororayi | ||||
Onseo |
Zita | Tsananguro | Mazita | Tsananguro | Mazita | Tsananguro |
---|---|---|---|---|---|
Pa-/Pha-/Pwa- | |||||
Paidamoyo Paidamwoyo | kureva kwaidiwa nemoyo . | Panodamoyo Panodamwoyo | kureva "panoda moyo" | Pamhidzai Pamhidzayi | kubva pa "kupamhidza" |
Panashe Panaishe | Pamhidzo | Panganai Panganyi | |||
Paradzai Paradzayi | |||||
Pawandiwana | Pamandiwana | ||||
Panewe | Pauri | Paneni | |||
Panani | Paari | Pahana | |||
Panerudo | Panemoyo Panemwoyo | Panei Paneyi | |||
Panechido | |||||
Pavari Pawari | Pano | Parudo | |||
Panapa | Pamoyo Pamwoyo | ||||
Panguro | Panenjere | ||||
Paurosi | Pasina | Pamberi | |||
Paidaishe | Pakanaka | Panaka | |||
Parinobva | Panerunako | Paunabvo | |||
Patiri | Patiritose | Papiro | |||
Pe- | |||||
Pedzisai Pedzisayi | Pemberai Pemberayi | Pepukai Pepukayi | |||
Penyai | Penya | Pietro Piyetro | |||
Pedyo | Petro Petiro | ||||
Perai | |||||
Pi- | |||||
Piwai Pihwai | Pikirai Pikirayi | Pika | |||
Pisai Pisayi | |||||
Pindurai Pindurayi | Pindirai Pindirayi | ||||
Po- | |||||
Poshi Potsi | Pomerai Pomerayi | Pondai Pondayi | |||
Pu- | |||||
Pfuma | Pfunye | kureva funye | Pupurai Pupurayi | ||
Pfungwa | Puwai Puwayi | ||||
Pfuvana | kureva fuvana |
Mazita | Tsananguro | Mazita | Tsananguro | Mazita | |
---|---|---|---|---|---|
Ra-/Rha-/Rwa-/Rya- | |||||
Ranganai Ranganayi | kubva pashoko rokuti "kuranga" | Rangarira | kureva "rangarira" | Rangarirai Rangarirayi | kubva pana "kurangarira" |
Rangariro | |||||
Raramai Raramayi | Ratidzai Ratidzayi | Ratidzo | |||
Raviro | |||||
Rambai Rambayi | Rasikai | Rakidzai Rakidzayi | |||
Ranaka | |||||
Ramuka | Ramutswa | Ratenda | |||
Raedza | Rafara | Rauya | |||
Raya | Raura Rawura | Rawana | |||
Rayira Raira | Raenda | ||||
Razama | Raendanaye | ||||
Rakosha | Raendanashe | Raonaishe | |||
Rairai Rayirayi | Raona Rawona Ravona | Raonarudo | |||
Raonamuriro | |||||
Raonamoyo | Rakasimba | ||||
Ratidzwai | Rakidzo | ||||
Re- | |||||
Regai Regayi | Revai Revayi | Reveso | |||
Remekedzo | |||||
Remekedzai Remekedzayi | Revesai Revesayi | ||||
Ri- | |||||
Rindai Rindayi | Rindirai Rindirayi | Ringanai Ringanayi | |||
Ringisai Ringisayi | Riva | Ringiso | |||
Ringirai Ringirayi | Ringanisai Ringanisayi | ||||
Rwiyo Rgwiyo | kureva rwiyo kana gwiyo. | ||||
Rwiyorwashe Rgwiyorwashe | Kureva "rwiyo/melodhi ya Mwari" | Rwiyorwedenga Rgwiyorwadenga | kureva "rwiyo/melodhi ye matenga" | ||
Rwiyorwemoyo | kureva rwiyo rwe pamoyo | ||||
Rwiso Rgwiso | kubva pa kurwa | Rwizi Rgwizi | kureva rwizi | Rioneisimbarashe | |
Rionei Rioneyi | |||||
Ro- | |||||
Ropafadzo | Ropafadzai Ropafadzayi | Rorunako | |||
Rohunako Rounako | Rovuzivo | ||||
Roto | Rouzuru | ||||
Ru- | |||||
Ruva | Ruvarashe | Ruvaremoto | |||
Ruwa | Ruvauzuru | Ruvaredenga | |||
Rufaro | Ruhana | kireva "soul" kana "inner-heart" | Runeni | ||
Rudo | Runako | Runeyi Runei | |||
Rudorwashe | Rudo | ||||
Rudado | Rudaviro Rudairo | Rujeko | |||
Rugare | Rukudzo | ||||
Rumbidzo | Rumbidzai Rumbidzayi | Rumbidzaishe | |||
Rumbidzwai Rumbidwayi | Runatso | ||||
Runakorwashe | Runesu | ||||
Rungano | Rungamirai Rungamirayi | Ruregerero | |||
Runyararo | Rusununguko | ||||
Rutendo | Ruramai Ruramayi | Ruvheneko | |||
Ruvimbo | Ruvingo | ||||
Ruzivo | Rusvingo | Ruwadzano | |||
Rukudzo | Ruvoni Ruoni Ruwoni | Ruyanano | |||
Rupauro | Rupo | ||||
Rushingi | Rupiya | ||||
Rushesha | kureva jecha | Ruandhle Ruandye | kureva marini, gungwa | Rukundo | |
Ruedzo Ruyedzo | Rugondano | kubva pa kugonda | |||
Ruwizi Rugwizi | kubva pa rwizi kana gwizi | Rugondi | |||
Rumurai Rumurayi | Rushingo | ||||
Ruhweva | Rushuvo Rushuwo | ||||
Rusvodi | Ruseza | Rufuvha | kureva rufuvha (dry stream) | ||
Rugoyi | Ruvhene | Rugundiya | |||
Ruramo | Rukondo | Ruwarikana | |||
Rushanga Rutsanga Ruhlanga | Ruwarikano | ||||
Zita | Chirevo mu Chishona | Zita | Mazita | ||
---|---|---|---|---|---|
Sa-/Sha-/Shwa-/Sva-/Svwa-/Sta-/Ska-/Skwa-/Swa- | |||||
SarudzaiSarudzayi | Sarudzo | Shamiso | |||
Shanga | Sharai Sharayi | ||||
Sarai Sarayi | Shana | ||||
Shandai Shandayi | Saruva | ||||
Safira | Sauro | ||||
Safiri | Sanganai Sanganayi | Sawaya | kubva pa "kasawaya" | ||
Sango | Sarura | ||||
Sangorashe | Sarangahwe | Sasai Sasayi | |||
Sai | kureva saisai | Sase | |||
Sasaradzi | Sasi | Shava | |||
Shanu | Savhana | senzvimbo | Saheru | senzvimbo | |
Savara Sawara | seshiri yacho savara/sawara | Sahara | senzvimbo | ||
Save | senge rwizi - save | ||||
Se-/She-/Sve-/Svwe- | |||||
Sekai Shekayi | Sekesai Shekesayi | Sheunesu | |||
Sere | senumeri yacho - sere | ||||
Shezhu | seshiri yacho - shezhu | Sesedzai | Sei Seyi | ||
Sheva | Shero | kureva veto | |||
Si-/Shi- | |||||
Shinga | Shingai | ungati shingayi zve | Shingirai | ||
Shingisai | Shiri | Shiriyedenga | |||
Shiriyashe | Simba | Simbarashe | |||
Simbaredu | Simbai | Simbisai | |||
Simbiso | Simbaneuta | Simbaramwari | |||
Svikire | Svikai | Svitswai | |||
Svinukai | Svinuko | Sinuu | |||
Siyai Siyayi | Sikai | Sino | |||
Sikiso | Sinu | ||||
Sikaruva | Sikarudo | Sikarugare | |||
Sikamuhana | Sikarupo | Sikautano | |||
Sikamufaro | Sikamuriro | Siyarugare | sekuti "siyarugare paunofa" | ||
Siyarudo | Shizha | Simukai Simukayi | |||
Simudzwai | |||||
So-/Sho- | |||||
Shorai | Shorwayi | Shoko | |||
Shokomuhana | Soko | Shokorashe | |||
Svodai | Svova | Svoyo | |||
Soromoni | Sororezhou | ||||
Su-/Shu/Svu- | |||||
Suko | kureva suko (white clay) | Sungano | Shupikai | ||
Shumirai | Shungu | Shuvirai | |||
Shuvai | Shumba | Svugu | semhuka yacho - svugu |
Zita | Tsananguro | Mazita | Tsananguro | Mazita | Tsananguro |
---|---|---|---|---|---|
Ta-/Tsa-/Twa-/Tya-/Tla- | |||||
Tabatsirwa | Tadiwa | Tadiwanashe | |||
Tafara | Tafadzwa | Tadiwatese | |||
Tafirenyika | Taguma | Takawira | |||
Takunda | Takundamunashe | Takundanashe | |||
Takudzwa | Takudzwanashe | Takura | |||
Takurai | Takuranai | Tamayi Tamai | |||
Tambudzai | Tamburiro | ||||
Tanaka | Takanaka | Tanakiswa | |||
Tamirira | Tamiriraishe | Tamirirarudo | |||
Tamira | Tamuka | Tamuparudo | |||
Tanatsa | Tanatswa | Tanatswanashe | |||
Tanetseka | Tanai | kubva pakutana, kureva kuguma zvaurikuita | Tanga | ||
Tangai | Tangawamira | Tangawarima | |||
Tanonoka | Tanyaradzwa | Taombera | |||
Tamuziva | Tamutswa | Tapuhwa | |||
Taona | Taonga | Tapuhwamutsa Tapuhwamusa | |||
Tawona | Tawonga | ||||
Tavona | Tavonga | Tapiwa | |||
Taonanyasha | Taonaishe | Tapiwamutsa Tapiwamusa | |||
Taonamunana | Taonamutsa Taonamusa | ||||
Tapfuma | Tapfamamunashe | ||||
Tapfumanei | Taonarudo | Tafungiwa | |||
Tapfumiswa | Tapedza | Tazivikwa | |||
Tapera | Tarangana | Taziviswa | |||
Taringa | Taringakunashe | Taringamberi | |||
Taoneswa | Taonamurima | Taringamangwana | |||
Tariro | Taonamuriro | Taridzwai | |||
Tarisai | Taridzai | Tarubereka | |||
Taruvinga | Tarupiwamutsa | Tarupiwamufaro | |||
Tarupiwarudo | Tariroyashe | Taruwona | |||
Tangidzai | Tasara | Taruvona | |||
Tsanga | Tsuro | Taruona | |||
Tarwa | Tarwirei | Tasara | |||
Tatenda | Tagwirei | Tsara | |||
Tatendaishe | Targwirei | Tashinga | |||
Taurai | Tauya | Tashingiswa | |||
Tavamanya | Tavariswa | Taurawa | |||
Tavuya | Takunda | Tawana | |||
Tawuya | Tavaziva | Tawananyasha | |||
Tawanda | Tawandiswa | Tawanamusa | |||
Tawedzerwa | Tavengwa | Tawanamutsa | |||
Tayambuka | Tazvida | Tawanamusha | |||
Tadadiswa | Tadada | Tawanarudo | |||
Taonamurima | Taoneswamurima | Tazviona | |||
Taenda | Tasvika | Tazarurwa | |||
Taendanashe | Tafambanashe | Tasvinutswa | |||
Tsvakai | Tazviwana | Tazvivinga | |||
Tavingarugare | Tadakara | Tambaoga | |||
Te-/Tse-/Twe-/Tsve- | |||||
Tendai | Tendekai | Tendero | |||
Tendesai | Tendo | Teurai Teurayi | |||
Teverai | Teveraishe | ||||
Ti-/Twi-/Tsi- | |||||
Tinofambanashe | Tichafa | Tichakunda | |||
Tichakura | Tichaona | Tichatonga | |||
Timukudze | Tinashe | Tirimunashe | |||
Timirenashe | Tinaye | Tinetariro | |||
Tinenyasha | Tineruvimbo | Tinotenda | |||
Tinei | Tionei | Tinomudaishe | |||
Tineyi | Tiringei | Tiringeishe | |||
Tirivafi | Tirivavi | Tirivanhu | |||
Tirivashe | Tizirai | Tizorodzei | |||
Tsitsi | |||||
To-/Tsvo-/Tso-/Two- | |||||
Tomutenda | Tongai | Tobaiwa | |||
Todini | Tofara | Tomuvonga | |||
Tomuziva | Tovaziva | Togarepi | |||
Tofirei | Tochemerei | Toringepi | |||
Tonderai | Tongesai | Torevei | |||
Tovera | Tose | Tovadini | |||
Tomondo | Tsoko | ||||
Tu-/Twu-/Tsvu-/Tsu- | |||||
Tsungai | Tsungirirai | Tsvuku | |||
Tungamirai | Tumai | Tsvuki | |||
Tutsirai |
Zita | Tsananguro | Mazita | Tsananguro | Mazita | Tsananguro |
---|---|---|---|---|---|
U- | |||||
Uchirai | Upenyi | Usiku | |||
Unako | Ukudzo | Ungu | seruvara | ||
Uta | Utati |
Zita | Tsananguro | Mazita | Tsananguro | Mazita | Tsananguro |
---|---|---|---|---|---|
V- | |||||
Vandirai | Vandaudzai | Vusiku | |||
Varaidzo | Vimbai | Vunako | |||
Vengai | Vimbanashe | Vupenyu | |||
Voniso | Vingai | Vukudzo | |||
Vongai | Vuoni | Virimai | |||
Vurunganai | Vushemadzoro | Vutabwashe Vutahwashe | |||
Vanengoni | Veto | ||||
Vh- | |||||
Vheneka | Vhenekai | Vhenekiso | |||
Vhuramoyo | Vhuramai | Vhuvhuta | |||
Vhudzijena |
Mazita | Tsananguro | Mazita | Tsananguro |
---|---|---|---|
Wararama | Wadzanai | ||
Waedza | Wafara | ||
Waedzwa | Wafadzi | ||
Waona | Waonaishe | ||
Waonamoyo | Wasimbiswa | ||
Waraidzo | Waka | ||
Warega | Wakai | ||
Waregei | Wananai | ||
Wapiwanashe | Waseki | ||
Wapiwa | Wanatsi | ||
Washinga | Wandai | ||
Wanakamunashe | Wandaimunashe | ||
Wationa | Wationaishe | ||
Wakoshei | Wakainashe | ||
Wakoshanei | Wasinahanya | ||
Wanetsei | Watumwa | ||
Wandatora | Watumwanashe | ||
Wasarura | Wazviziva | ||
Wasaruri | Wadzano | ||
Wamudana | Wakakunda | ||
Werenga | Wemusa | ||
Werunako | Wemutsa | ||
Wechido | Wekupiwa | ||
Wenera | Wemaruva | ||
Wehunaku | Werukudzo | ||
Wedzerai | Wenyasha | ||
Wiriranai | Wingai | ||
Wongai | Wonanai | ||
Wonai |
Zita | Ruvambo | Zita | Ruvambo |
---|---|---|---|
Yananiso | Yanai | ||
Yananai | Yambisanai | ||
Yambiro | Yamuranai | ||
Yazivei | Yaidei | ||
Yatonga | Yanano | ||
Yauyanei | Yatendeka | ||
Yaziva | Yazivanei | ||
Yaita | Yauyanashe | ||
Yayeya | Yajeka | ||
Yayeyai | Yavheneka | ||
Yaishe | Yamurai | ||
Yaona | Yanakanei | sekuti kunaka, nechii | |
Yashinga | Yaonaishe | ||
Yeukai | sekuti kuyeuka | Yeuka | |
Yeuko | Yeutsamoyo | ||
Yeutsanai | Yevedzo | ||
Yevedzai | Yemurai | ||
Yedzai | Yerai | ||
Yerero | Yeretso | ||
Yeunaku | Yeunako | ||
Yeunako | Yerutendo | ||
Yerujeko | Yaonanei | ||
Yiremiha | Yevai | ||
Yohunako | Yorunako | ||
Yosefa | Yakove |
Zita | Ruvambo | Zita | Ruvambo |
---|---|---|---|
Z | |||
Zana | Zamai | ||
Zama | Zara | ||
Zamanashe | Zaranyika | ||
Zarira | Zadzanyika | ||
Zarura | Zadzisai | ||
Zamainashe | Zamamunashe | ||
Zezai | Zendaya | ||
Ziva | Zivai | ||
Zivanai | Ziviso | ||
Ziwai | Ziwiso | ||
Zororo | Zorodzo | ||
Zondai | Zuva | ||
Zuwa | |||
Zh, Zhw | |||
Zhizha | |||
Zhira | Zhirayashe | ||
Zhou | |||
Zv, Zvw, Zvc | |||
Zvachose | Zverudo | ||
Zvake | Zvenyika | ||
Zvaita | Zvese | ||
Zvakundika | Zvei | ||
Zvakoshanei | Zvedu | ||
Zvei | Zvekare | ||
Zvemoyo | Zvengoni | ||
Zvenyasha | Zverungano | ||
Zvikomborero | Zvivuya | ||
Zviriko | Zviripo | ||
Zvishamiso | Zvinengoni | ||
Zvipo | Zvido | ||
Zvipozvashe | Zvidozvemoyo | ||
Zvipozvemoyo | Zvidozvemoyo | ||
Zvidzidzo | Zvidozvinashe | ||
Zvinei | Zvinodaishe | ||
Zviedzei | Zviedzo | ||
Zvinaishe | Zvinaye | ||
Zvioniso | Zvivoniso | ||
Zvikudzo | Zviratidzo | ||
Zvinodaiye | Zvirakidzo | ||
Zvino | Zvidzai | ||
Zviyo | Zvose |
This article uses material from the Wikipedia chiShona article Mazita eChishona, which is released under the Creative Commons Attribution-ShareAlike 3.0 license ("CC BY-SA 3.0"); additional terms may apply (view authors). Content is available under CC BY-SA 4.0 unless otherwise noted. Images, videos and audio are available under their respective licenses.
®Wikipedia is a registered trademark of the Wiki Foundation, Inc. Wiki chiShona (DUHOCTRUNGQUOC.VN) is an independent company and has no affiliation with Wiki Foundation.