Karenda Ya Gregori

Karenda ya Gregori ndiyo karenda inoshandiswa munyika zhinji.

Yakatangwa muna Gumiguru 1582 na Pope Gregory XIII sechigadziriso chidiki cheKarenda ya Juriyasi, zvichideredza avhareji yegore kubva pamazuva 365.25 kuenda pamazuva 365.2425, uye kugadzirisa kudonha kwe 'tropical' kana 'solar' gore izvo zvisiri izvo zvakakonzera mukati memazana emakore akatevera.

Tsananguro yayo

Gore rinoganhurwa mumwedzi gumi ne mbiri
Nu. Zita Hurefu hwe mazuva
1 Ndira 31
2 Kukadzi 28 (29 mumakore rekusvetuka)
3 Kurume 31
4 Kubvumbi 30
5 Chivabvu 31
6 Chikumi 30
7 Chikunguru 31
8 Nyamavhuvhu 31
9 Gunyana 30
10 Gumiguru 31
11 Mbudzi 30
12 Zvita 31

Tags:

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

ChikosoroMbitiMurooraCubaNguruveHumweMadingoKaelaMhungaFIFA World CupMachendeMoyo SinyoroMorokoBhoziniya ne HerizegovhinaTogoKushumiraBereNorwayZvipfupiMakumi matatu nenhatuGasiSiSwatiManyikaMuroroNaijeriyaMhizhaMboroMununguGusiNyaudzosingwiMbevaChijerumaniZvipfekoKuziririkaPfumoShumba -MhaziJira ReretsoBaskin-RobbinsUgandaDuramahwiHuzhwaMafashamoDzivaPolandHoveBabaMutandira weZuvaUtachiona hwemunzira inobuda nemwanaChina (nyika)Hute (ruvara)TatuMoyo DhehwaDarareNzou - SamanyangaKumemaMufananidzoKurume 24Misambo paBondeZisoTaabwaZvitaDhanemakiMukwereraHariKukumbiraMirairo gumi yaMwariChibageHuguguMbira, MhukaNayizheChikoroRufu🡆 More