Sudhani

Jumhūriyyat as-Sūdān

Rudhende rwe VoSudhani
Mitauri iviri ye chihofisi
Chidhinka: Thudän
Chiarabhu: جمهورية السودان

Sudhani Sudhani
National motto: النصر لنا / al-Nadir Nila
Sudhani

Sudhani (Chiarabhu: السودان, as-Sūdān, Chidhinka: Thudän) kana VoSudhani, pachihofisi inonzi Rudhende rwe VoSudhani, inyika iri kuMaodzanyemba e Afurika. Inoganhura ne Ijipita kumaodzanyemba kwayo, Eriteriya kuMaodzanyembaemabvazuva, Ribhiya kumaodzanyembaemadokero, Itopiya kuChamhembechemabvazuva, uye Rudhende rwe Afurika Yepakati kuchamhembechemadokero uye ne Sudhani Chamhembe kuchamhembe kwayo ne Bhahari Dzvuku. Ine huwandu hwe vanhu unosvika 45.70 miriyoni muna 2022 uye inotora 1,886,068 maskweya kiromita (728,215 sk mi), zvichiita nyika yechitatu muAfurika pakukura neruwa, uye nyika yechitatu pakukura ne ruwa muLigi ye Vuarabhu.

Gutaguru rayo rinonzi Kharitoume (kureva Khartoum), uye guta rayo rinehuwandu hwakawandisa iOmdurman (chikamu che ruwa remetropoliti rwe Khartoum).

Vanhu vanobva kuSudhani vanonzi Vasudhani uye munhu mumwechete anonzi Musudhani/Msudhani.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Tags:

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

ChitupaChidzudzaniBurundiKutsvitsaUviraChikosoroChindebele (chekuMaodzanyemba)ChivanhuDhumukwaHwabvu huteteJosiah ChinamanoNhoroLHwayiHohwaHupfuRovambiraUbhudhaGonyonhanhatuRurimiRhashiyaMhumhiMusasaEcuadorChedza (Kuyedza)Nyanya sezitaDaramombeMbatatisiKikambaMukowozanwaKareDoviChikwatamabweVenezuelaBakasaMusudurutsoMbutuKudzanaSouth SudanMuzhanjeNdira 25JenjaziGwengaMagonga (taranyika)MhandoRufuSkweya remitaMikoKupfura SimbiKuroheshaMunweKubvumbi 4HwishuUdorongodzwa hwe nzizi dzemuZimbabweNatitingouShava MvuramaviAlexandriaMahusekwaMauritiusGermanyMususuMudidaBeitbridgeMafuroUbhaha'iNyuchiMwero wekugayaEdgar TekereNdege🡆 More