Itopiya

Itopiya (kureva Ethiopia; muRuamhari: ኢትዮጵያ Ityopp'ya) kana Vuhabhishi pachihofisi inonzi Utemabadze wo Rufedherari rwe Rudhende rwe Itopiya, inyika yakakomberedzwa nedzimwe inowanikwa muRunyanga rwe Afurika.

የኢትዮጵያ ፈደራላዊ ዲሞክራሲያዊ ሪፐብሊክ
Itopiya Itopiya
National motto: Ethiopia Tikdem
Itopiya

Itopiya yakaganhurana nenyika dzinoti: Eriteriya iri kumaodzanyemba nemaodzanyemba kwakadziva kumabvazuva; Jibhuti ne Somariya kumabvazuva; Sudhani ne Sudhani Chamhembe kumadokero neKenya kuchamhembe. Kuchienzaniswa nyika dzakakomberedzwa nedzimwe, Itopiya ine vagari mamiriioni 93 ndiyo iri pakutanga pahuwandu hwevagari Pasirose, uye ndiyo yechipiri muAfurika pahuwandu hwehugari hwevanhu. Nharaunda yeItopiya yakakura maskweya ekiromita 1,100,000; gutaguru remo rinonzi Addis Ababa.

Itopiya
Ethiopia

Vanhu vekuItopiya vanonzi Vatopiya uye munhu mumwechete anenge achinzi Mutopiya/Mtopiya.

Zita

Zita re Itopiya rokuti Vuhabhishi rinobva pazita rayo kubva kudhara, uye iro rinowanikwa mubhaibheri rokuti Abyssinia.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Tags:

Addis AbabaAfricaChamhembeEriteriyaEthiopiaHugari hwevanhuJibhutiKenyaMabvazuvaMadokeroMaodzanyembaMaodzanyemba kwakadziva kumabvazuvaPasiroseRunyanga rwe AfurikaSomariyaSudhaniSudhani Chamhembe

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

GwirikwitiWikiduramazwiTaabwaRovambiraKugara NhakaRuambandangaNdaraColombiaNyika yeRudhendeMhingaEnzaneZvita 10ChirenjeVakorekoreZisoKubvumbi 15Mhiri kweMakungwaKukadzi 21MabvazuvaChipandaNunguDarejenaKubayaSangoChifurenjiGuyo neHuyoMukwereraChiedzaChief zikiMukarukaVambireGungwa re AtlandikiMunhunguruMwaka muZimbabweKukadzi 28GavakavaKareyaADatyaChisimiraChiisirandiOmanMontsoreauKerigistaniGumboNyaudzosingwi M-PChikoroChivhiyetinamuDziraRaosiChiitoMwedzi yeGoreNhoroChadhiMangoyiMhakureUpanganhunduChiazeriChiremaMimhanziTsikaDunhu reManicalandNhabvuChanzaMasohaShava MuseyamwaChipariMukotsanjeraNukuʻalofaShava NyakudirwaRufuChirimoChikunguru 25🡆 More