Somariya

Jumhūriyah as-Sūmāl al-Fīdirāliyah

Rufedherari rwe Rudhende rwe Somariya
Mitauro miviri yechihofisi:
Chisomari: Jamhuuriyadda Federaalka Soomaaliya
Chiarabhu: جمهورية الصومال الفيدرالية

Somariya Somariya
Somariya

Somariya (Chisomari: Soomaaliya) kana kuti Somaliya ichinyorwa muChishona, inyika iri muAfurika muRunyanga rwe Afurika. Inoganhurana nenyika dzinoti: Itopiya iri kumadokero; Jibhuti kumaodzanyembaemadokero; Guhwi re Adheni kumaodzanyemba, Gungwa re India kumabvazuva neKenya kuchamhembechemadokero. Somariya ine nyanza yakarebesesa muAfurika yose. KuSomariya kunonyanyogara kuchipisa kuchivawo nemhepo dzemonsoon nekunaya kusina kuwanda.

Somariya ine hugari hwemamirioni 10. Ruzhinji rwe vagari veSomariya (85%) ndeve ruchava rwe vanhu vechiSomari, vakabvira kare vachigaramo. Hugari hwasara ndehwevanhu vemamwewo marudzi. Vazhinji vevanhu ava vanogara kuchamhembe kwenyika. Chisomari neChiarabhu ndiwo mitauro yemumahofisi muSomariya, mitauro iyi ichibva mumhuri yemitauro ye Chiafro-Ezhiya. Vanhu vazhinji vemuSomariya vatendi veUyisalama, vazhinji vari maSunni.

Vanhu vekuSomariya vanonzi Vasomari uye munhu mumwechete anonzi Musomari/Msomari.

Mabviro eruzivo:

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze

Tags:

🔥 Trending searches on Wiki chiShona:

MbudziChirhashiyaMusi wechishanuRakisombhegiNgongoniImbwaVavhendaChitunhaUyisalamaVashonaChiKorekoreNjiriOstireriyaChiputukeziUnganyeredziTogoHunyanzviGunyana 29SanganoUpimoChikunguru 2ChishongrishVladimir PutinAngolaMukondoChikonziMhanguraKututaNzvimbo2024SeyisheriNyangaNyamuswaNhabvuNhuMoscowZvita 3FifuCairoMuhachaMarutaNdaramaShumba -MhaziZvombo zveShomweWikipidhiyaKutizira mukumboNhoroondoWushumoSamushaNguruveMalaysiaNdira 11MehikoMutsonzowaChiranduHurumendeHwayiVanambyaZvita 28SudanChamhembeSwahiliTouba, SenegalUvakiMhembweMukana (nhengo)ChileRukwezaMhungaDongorahwevaJulius CaesarGambiaMutekedzaAngolan Protea🡆 More